Thursday, May 02

Tinashe Mugabe Ngaangobura Pachena Kuchiri kubatsira Here Uku Or Akutofemera Mugotsi Ma Soko

Tinashe ngaangobura pachena ataure nyaya yake kuchiri kubatsira here uku or akutofemera mugitsi ma soko

 

 

 

Tinashe visited kamkono ketsambarafuta too vamupawo envelope yemari ok fine but handina kumbonzwa achiti thank you nhaimi angogamuchira ndokuisa pasi akaita Seiko murume uyu tKugweru uko siyabonga,tinotenda,thank you nehuku dzamapa

 

 

 

 

 

Mrs mkono ukuwo tinashe avapa envelope yemari yekubhadhara school fees yevana plus nekutenga futi zvimwe zvipfuyo soko vagara tatata manje plus hanzi natinashe tiri kudzoka futi very soon nedzimwe pasuro izvezvi muchaona kamkono koda kudzoka

 

 

 

 

 

kumba, kuna vamugabe nevamwe vese vabatsira tinoti mwari vakuitirei zvidhafu dhafu pls guys tag tyra aiitirewo umwe wake soko uyo somethingšŸš¶‍ā™€ļøasi uyo mwana pose panosvika tinashe anenge aripa corner yake apo chinenge chirubheni barwe chete chana ichošŸ¤£šŸ¤£

  • Share: