Tinonzwa kubatikana tichikuzivisai nezve rufu rwa More uyo aimbobatsira vanhu pama passport, akazoguma avekuwanika paMuti wenhamo kuChipadze. Guhwa ririkuti More
vamuona akafa kuChipadze kuma1 aripa wheel chair. Chikonzero hachisati chazivikanwa chamuuraya asi vazhinji varikungoita fungidziro kuti unogona urimusombo wamukuvadza.Mmmm shamwari yangu ndarwadziwa wena. Ndayigaromuti asiye tumbwa, iye otoramba hake hanzi hapana kusiri kufa.