Tirikutsvagawo Hama Dza Babra

 Kwaziwai hama vadiwa tiri kutsvagawo help 

Tine musikana anonzi babra akaita tsaona achibva Durban achienda Johannesburg 

Paari haana foni munhu akaita naye accident akatorwa nepolice hapana communication between babra nemunhu akaita tsaona naye babra haana foni

 

 

 

Arikuchipatara chinonzi ON PARK HOSPITAL FREESTATE 

 

tiri kutsvagawo anogara padyo namai vake ku cato crest Mayville, 82 carronia road 

 

 

 

 

Zita raMai vake vanonzi Hilda Bandure 

 

Please contact pee on 0658795299

Or contact her on 0638880748

She's using someone's phone in hospital please 

 

If there anogara padyo nekunogara Mai vake please tisvitsireiwo shoko mwana awane help

  • Share: