RIP TondeðŸ˜.
Tonde akapihwa mota itsva pabasa paanga achishanda mushure mekunge ave nemwedzi miviri apinda basa ,So zvinonzi ashaika mushure mekunge achida kuedza kutena kuti apinde paYard achibva kuTrip.
Iye hanzi aitaura kuti ndapihwa zvangu mota asi vandinoshanda navo havasi kufara nazvo ðŸ˜.
Mhuri yekwaTonde Mwari vakunyaredzei panguva ino.
Rest in peace ðŸ•Šï¸ Tonde ðŸ˜Huroyi hwekuuraira munhu kushanda paCompany .. twumadhara itwotwu twekusungira matehwe mumaokoRest i
n peace Tonde wafira mahara wangu asika yah ummmmmmUkaona wakurwadziwa pabasa zvekusvika pakuuraya mmmmm , zvakaoma ðŸ˜Saka makuroyana kuma business evanhu nhai varume,kuroyerana munhu mota isiri yako yekuti iwe mangwana unoswera wadzingwa futi moponderana ma company asiri enyu dhemeti munhu mutema