BREAKING NEWS ‼️‼️
Update on vecco .Lawyer raakatsvagirwa neone socialite raenda kucourt and tried to argue kuti nyaya iitwe civil case .But unfortunately maProsecutors anga agara atove neevidence yose yefraud and the lawyer did not know nyaya dzimwe dzavazoudzwa nepolice .The prosecutors told lawyer kuti nyaya haiiendi kucivil as Vecco paakabvunzwa nepolice kuti wakamboitira ani visa akataura one lady ari kugroup and the lady akadeedzwa nepolice akati haana
visa akatoreportawo akawanikwa aine case number akavataridza permit yeserbia iyo iri kunzi yakatogwa se evidence as it was investigated and was found to be fake plus Serbia is not giving any Zimbabweans and botswana people permits for some time now .So kubatwa kwaakaitwa pandakataura kuti vasikana vake vasungwa akaseka akati munhu andipa info ari kundipa wrong info but I knew what I was saying .Kelly anove mutswana waakashandisa kuvhura company anove one of the key witness atorwa paye akaitirwa deal kunzi its either them vasikana or vecco .So they plotted a deal vakafonera vecco kuti
kune vari kuda kuendeswa kuIreland but I can't deposit mari in yr account cz of mutauro uriko yr account is being monitored. Ndopaakakwira kuenda kunotora mari akasvika police yakamumirira.Saka anzi adzoke kucourt musi wa15 cz lawyer riri kushamisika imwe evidence ine police cz all the stationary yaishandiswa kuoffice yake yanga yatorwa nepolice kare .Ndomamiriro enyaya anhasi .
Source: