Uyu Ndiye Akatuma Kuuraya Vana Veku Kuwadzana Extension

Uyu hanz ndiye akatuma vanhu kuuraya Vana 3 Ve Ku kuwadzana Extension abatwaT Freddie Oti Kuwadzana Ende munhu iyeye akasabatwa vana vachapedzwa nemunhu iyeye nekuti zvikwambo azvigute ropa,Saka Amubata Pamweya Titende??

 

 

 

 

people not happy with T Freddie 

 

 

 

Mh...ata yake T.Freddy . The definition of a prophet is , someone who can tell what is to happen in future. So vemuZim muno vose vanozotaura zvaitika or zvakaitika tisat tazvarwa but kut zve future zero .

  • Share: