V11 Cynthia Mai Jeremaya

Cynthia haisi shamwari yaMai Jeremaya, ifriend yemurume wavo. Akatanga kuziva Mai Jeremaya via manoodles avaitumira JMP ndokubatwa nemukadzi waJMP.
 

Mukadzi waJMP ndokuda kumakanda pasocial media akamiswa naCynthia. Mai Jerry ndokuhwinha murume ndokutanga kugara naJMP. Zvichireva kuti Cynthia aive akatomakira Mai Jerry kup#tsa imba yeumwe mukadzi. MaI Jerry ndokutanga kuda kuve shamwari yaCynthia yet Cynthia was friend yaJMP kunova ndokune loyalty yake. Saka Cynthia arikut#kirwei someone balance.

  • Share: