Ummmm ndinobva ndanzwa moyo wangu kuenda kure kani????vana ava zvakaoma hazvo ???
I just pray Mwari vatichengerewo vana vedu nyika yashata kani.
Isuwose vabereki lets try kuchengetedza vana vedu this ain't funny.
ZvorwadzaHaaa zvakaoma uyu mwana anoda kuchengetwa here but kuvarairawo vana ava kumboti kunzwa
kwavo maoneIko karikuti black label kanonwao kanorizivirepiKadaidzira kuti black label kanomwa panzi 2keys kashamisika kuratidza kuti iko hakasati kasvika ikoko ??Ummmm zvakaoma ndarwadziwa zvangu vana ava ma1 shuwa zera riri kunwa doro racho unozorora wani