Ava ndivo VANA vakaurawa naMakonye wekwaDekeza akabata chibharo chisikana icho paakazoona kuti chikomana chidiki icho chazviona akabva avauraya vese. #jererayekuzaka #
Zaka yakakura chaizvo saka mukangoti dekeza vamwe hatitombozivi kuti iri divi ripi rezaka tiuye
titsvake mhondi yoyo pamwe ihama yazvitsvaLib fence solution yaaa hanzi akandovaudza ega audziwa nevanhu kut urikutsvakwa urikunzi ndiwe wakatora vana kuchikoro akat regai ndovaratidza pavari havangaoaoni