Tine problem yekungo bvuma zvese tongoti life goes on. Dambudziko hombe ku normalizer nhamo ne abuse.Number plate ye $500, ma citizens e nyika dzine ma youth ari focused haabvume kujairirwa ne nzira yakadaroThat's good....maiti
.
Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe,
Oooooch this hurtsðŸ˜MaZimbabwe takanyanya kupusa, tikangonzwa chembere neharahwa dzichiti hondo nekuti mavakutengesa nyika totopeta miswe💔💔 vacho vanoti vakarwira rusununguko voyenderera mberi nehudzvanyiriri.
Vanhu varikutambura takawanda kudarika varikudya vachiguta nemari dzekubira nyika, chinongodiwa kumbosiya zvekunamata tobatana torwira rusunungukoEverything is very expensive in Zim except nhamo haaa tinopiwa for free and and above all
Zimbabwe is the most expensive country in Africa …….the price of a land in Zim you can buy a new beautiful house in any country in Africa yeah thats Zimbabwe for you and it’s because as Zimbabweans takapusa atina kubatana kuti tirambe kutsikirirwa neZANU