Ndeipi please hide me ndine guhwa riri sweet unoziva here kuti mwana wamai Scott ndewa Vecco asi Vecco arikuti haisi yake cos vakarara vese muna march ya Vecco yaifanira
kuzvarwa Dec ...Saka Vecco arikuramba kuita ma DNA. vasikana vepa Facebook vakukwirirwa ma 1000 vachifunga kuti Vecco ane Mari.Zvanzi mukoma vecco vane hombe uye vanogona kuishandisa futi futi. Uye zvanzi vanonaka kani ?????????????