Veduwee kana uye hama inonzi Vimbai Mukwashi vashaya nhasi KuSouth Africa
Nenyaya dziri kungoitika idzi hatichina chekuziva kana Kuti woenda kuchipatara chipi Kuti kurapiwe zvakanaka. Zvinogona Kuti vashaya treatment yakakwana sezvo tava kungodzikwa kuzvipatara
Zororai henyu sister Vimbai marwadzisa chaizvo 😢😢😢Vari joza motoenda kun'anga nekumasowe, otherwise unofira musango🤔