Vk Lions Mukadzi Wake Otaura Zves Ari Busy Kudya Mari Mwana Haatengere Kana Banana

Zibaba iri VK lion heart ever since asiyana nemukadzi kana one day raakambotenga box one reCerelac or gaba reNan chero pack yemapampers zvayo. Kana kutenga sipo yemwana chero mafuta ekuzora but rinongomhanyira kumuposta as if riri kumuchengeta.

 

 

 

 

ipapa riri busy kulaza maziplatter ehove nemachips ,gallivanting nemahure mwana risingatombotumiri chero cent.Christbell arikuchengeta mwana ega. iri ndiro zirombe rekupedzisira, kana tichiti varume imbwa tinenge tichireva VK.

 

 

 

 

mazindebvu sechoir chaTawaz .Varume ibasa ravo ava kusachengeta vana hazvisi kwa Christabel cheteWhatever people can say but the Truth is If you know you have kids na bby mama not matter kuti makatadzirana sei Murume you must support your Kids because that word of saying baba venyu doesn't support anokura achirinzwa coz mai havaregi kutaura then that. Small bond yawaiva unayo nevana Start to Fade unege wangova baba veZita then those large blessings from God will eventually stop...! Remember this EverydayKo iye ane evidence yakazara yekuziva chikodzero chi separation yavo ndiyani

 

 

 

 

 

uye kuti evidence yekuti mwana ndewa VK unayo do u think VK akapusa zvokuti angatadza kuchengeta mwana wake my point is zvinhu zvevanhu 2 especially vakambogara vakava nemhuri vachigara vese usanyanya kuda kupindira uri side1 judging with wat u see ini ndoona sekuti reason chaiyo 2 vanozivana n

 

 

 

vachagadzirisa vega kwete nekufunga kwako or kwanguStepfather vatori nani than baba vakabereka unotoona kuti vamwe varume kuvada hedu asi pfungwa chaidzo Havana big up tytie unogona zvako Mwari ngavakuropafadze Amen

  • Share: