??Muchidimbu regai Nditaure voo nyaya yatinetsa mumhuri Medu,?Mushure Mai Vashaika vakangodonha vari kuMunda ,?it was 2022 Mukoma havana kuuya kurufu,Gore risati rapera mukoma vakatanga kungoita Mari vakatanga kutenga Dzimotor ?? 2023 April Baba vakangodonha vachibva Kudoro ndokufa ipapo?? mukoma havana kuuya kurufu,2023 muna December Sisi vakuru vakangodonha vakashaika?Mukoma havana kuuya
kuRufu 2024 muna April zvakare Last Born yemumba yakangodonha achibva kundofudza Mombe akafa ??Mukoma havana kuuya kuRufu 2024 December Mukadzi wa Mukoma vamwe akangomuka akafa mumba ??Mokoma havana kuuya kurufu,2025 April Ma2wins ekumba kwana Bmkru vakabayana ne mapanga vese vakafira ipapo??Mukoma tiri kungohwa kuti Kuti varikurarama life yakanaka dzimba zvese boe isu semhuri tiri pakuchema
,So Baba Wellcome Nyaya yandiuyisa pa Social media kudai Inyaya yekutu Now tatarisana na December zvee Kwese kwatiri kufamba varikuti Ini ndini ndiri pa List December uyu Saka Mhuri yeZimbabwe Tapererwa semhuri apa Mukoma ndivoo vakuru hatizive kuti imari hre Sure vatsunga kutipedza kudai ndinonyora nemisodzi pamatama kudzungaira