Mwana uyu akutorwa ma video neborangoma raari kugara naro asina kupfeka handifunge kuti mwana uyu akutombozviziva pakutoda policeMwana uyu akutorwa ma video neborangoma raari kugara naro asina kupfeka handifunge kuti mwana uyu akutombozviziva pakutoda police munhu apinde hake mukati zita repage ndaisa mu comment section
Apa arikuitiswa content,hanzi ndinemakore 17,ndakamitiswa na Patreck achinyepa kuti haana mukadziNdaona sekut Patrick wacho is taking advantage yekamwana like kadiki and ite Patrick brain dzake dzedzakambotamba nepwere so haaa but murume anoda kusungiswaAne vabereki here.mwana uyu vanoziva murume.wacho
tipeiwo.mapics munhu mujeriAunyare here murume mkuruBut aren't you exposing her more by posting the pics pano pane miriyoni people isu Tanga tsisiri kuziziva but thanks to youAva varikuto rovana stonyeni but havasi kuvharirwa Page isusu vamwe kungo poster Cake rinenge Mbolipop
Zukabhegi akutotsamwa ??Ndiye wekubvisa brugwa hre????????????????? l think anonwa madrug chte lolZimbabwe Republic Police-zrpEishy so sad and mwana uyu haasi kutoda zvecamera ndanzwa tsitsi