Zimbabwe Yave Crime Scene Ku Chivhu Kwaonekwa Murume Akachekwa

 

 Ku Chivhu kwanongwa murume anga akachekwa musoro akaraswa asi akatorwa Mabhora ake zvese neye kuwetesa.

 

 

 

 

Aiswa ku Mochari so far haasati azivikanwa kuti ndewepi. Vaya vasiri kuona hama dzavo tarisai . Nyika yashata iyi.????

 

 

 

  • Share: