Zimbabwean Man Adamburwa Maoko Ese Na Boss Wake

Maswera cei ndaona massage akawandisa chaizvo vanhu vari kubvunz kt Mukoma makazvarwa makadaro hr ,the answer is no ndakazvarwa ndine maoko angu ese akakwana so nyaya yangu yakamira yakadayi ndakauya ku Botswana 2004 ndine 11 yrs vabereki vaive vashaika vese so ndakatanga kushanda hangu kufudza mombe dzema tswana kusvika ndane 21 yrs

 

 

 

 

ndakazotanga kugobora miti muminda yevanhu vachindibhadhara so ndakasangana nemumwe mu tswana Aida kugoborerwa munda wake so ndakagobora ndapedza ,Ndakuda mari yangu akabva aramba nemari yangu akati uri mu Zimbabwe hauna ma papers so ndipo paakazotora pfutii

 

 

 

 

mumota yake achibva andipfura 4 times ndokudambuka kwakaita maoko angu ese nepa chest pamuri kuona apo ma bullets akapinda ipapo .so ndozvakait ika kwandindiri hama dzangu

  • Share: