ZRP Mupurisa Otaura Kuwadzana Extension Rufu Vanhu Vabatwa

Jossy Jes Mutongi huya panoKo ndokwaya svika iyi

 

 

 

I hope ya Ashford GoFundMe haizonzi futi hatina kuwirirana naye

People have good faith havo it's just now emotions are highAne kaku ganhirawo zvake uyu

Ko aida kumacha achiti vanhu vapfeke all white achibata mari apiwha nani mvumo

 

 

 

 

Ko adii kungoisa mari kuri kuisa vamwe

Number yavharwa aida kubata ecocash panhamo dzevaridzi adii vati havamuzive

Ngaaende kuma go fund ari legit

Onobata maoko zviri kungo itwa nevamwe

  • Share: