Zvanyadzisa Izvi Yoweee

Fล•om today , l mean kutanga nhasi ndakuziva why they always attack this lady here๐Ÿ‘‡.She is 1000 times better than them. Pa real life chaipo l mean paground chaipo. Not zvekupihwa twumbiri nesocial media zviye , this time taona chisaka wonekwa, Catmom imbovapai sando vachiri kurarama๐Ÿ‘Š๐Ÿ‘Š

 

 

 

 

. Kune inonzi Funeral kozoita nhamo ๐Ÿค”.Madam boss wamakisa level rako nderana Marabha, tikuone futi uchida kushamisira coz ahushamisire zvako , My advice siya zvemafuta amai juju aya utsvage mamwe ari nani coz hazvisikuita.

 

 

 

 

Ko macompany acho asi ahamubhadhare nhaimi ??Zvikomana zviye zvinoda kutengerwa ma black label zvatigonera stereki kuita kudzikisirwa ne boys rekumushaMusashungurire Mai Tt sandivo vati chitunha chivate mutende mubox rinenge mapranga ekubruno Furnitures kungoti Nyaradzo

 

 

 

yayichimboita zvekunhamo kwaMugo ndokwaenda all the nice tents and a nice nyaradzo benz kwete zva BrandAmbassador wema company 32 ariroja. Nyadzi dzokunda rufu. 

Kuita kuimbirwa nemahure unongongoona kuti ndezvedzinza.

Uuye futi uchiboira boira,,, I’m yr boss boss matuzvi, treasure my foot๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚.

  • Share: