COS Nurse Abatwa NemaNyoka Akapazha Kuseri Kwe Flat
- Jul 12, 2026
- By Admin
COS Nurse Abatwa NemaNyoka Akapazha Kuseri Kwe Flat ...
Hi Zim diaspora ndine ndine musikana wandaidanana naye nduchi kuZimbabwe now lm in SA ndakawanda basa rakanaka rehugarden boy kumayard zvekuti kana zveDudula zvese izvi hakuna Saka ini nemusikana uyu tiakatanga kudanana tese ndichiri KuZim then pandikauyawo kuno in 2025 ndikamutoresa passport akauya achigara nesister yake taionana maweekends Saka Muna Feb gore rino ndakamuudza kuti ndakuda zvekuti tigare tese ndabatawo 2500usd ndikuda kuroora akanditi ishoma Baba vangu naTete vakati hauroorwe nemari iri below 4k chikundirwadza mwana vawo ndini ndakamutiresa passport uye ndakarara naye kakawanda ndakamuwana asiri mhandara every...