Haa mwana asvinyangwa,maiwe-e zvangu Hurumende ne ZRP ngazvipindire zvanyanya izvi
- Nov 13, 2025
- 11905
Runner vs Shofe Beitbridge?Utambidzwe umtaMbama Dambudziko paBeitbridge Border Post raive risiri dambudziko remapepa kana maZRP, raive dambudziko rehunhu. Upenyu hunofamba nekumhanya kwakasiyana-siyana, asi paBoder, mhanyiro yose yaidhonzwa nemari. Tichaona, uyo vazhinji vaidaidzira kuti ‘Chief Runner,’ akanga akapfeka sutu yebhuruu yakanyevenuka, hembe yeruvara rwejecha, uye bhurugwa re-plaid raipesana. Shangu dzake dzitsvuku dzedehwe dzairatidza kuti aive mumwe wevanhu vakabudirira mubhizinesi rekurongedza vanhu pakatarisana. Aifamba-famba achibhengera vafambi nevashofe, achivimbi...