Awurayiwa Nemurume Ku DZ
- Oct 12, 2026
- By Admin
Mukadzi uyu ayinzi Tabeth Jasi aiva nemakore 33 ekuberekwa, akawurayiwa nemurume wake kuDzivaresekwa Extension ndokubva murume akanda mutumbi mumashanga echibage. Akasiya vana vaviri vekubereka aged 5 and 7 years. Zvakayitika muna May gore rino asi mutumbi wakazowanikwa nezuro angova mapfupa. Vatozoziva nehembe kuti ndiye hama yavo. Pavakacheuka vakabva vawona futi mumwewo mutumbi wemunhurume a few meters away. ??? ...
A bus allegedly belonging to one of Zambia’s business man involved in a fatal collision ku Zimbabwe ? ...