Richard Tinashe Musanhu kuPark station achiti arikuenda kuBloemfontein
- Sep 17, 2025
- 227
Ndinonzi Simbarashe Musanhu ndakashayawo mwana wemukoma wangu anonzi Richard Tinashe Musanhu mushure mekunge ndabva kumuperekedza kuPark station achiti arikuenda kuBloemfontein kunoona mai vemwana wake pamwechete nemwana yaiva Friday musiwa 5September ndikasiya apinda mubhazi rinova Big Sky ndikapedzisira kutaura naye ndichangobva ipapo achiti arimo mubhazi mangwana acho makuseni foni yaisapinda ikazotanga kupinda around 12 masikati asi yakadairwa nemunhu wechirume nechirungu achiti Richard abuda ndokuzotaura neni kuwhatsapp achiti Richard akarasa fon can you help kubva ipapo hatina kuzotaura chinofa...
To mark Munhumutapa Day in honour of President ED Mnangagwa, Sir Wicknell Chivhayo gave the young artist who designed the impressive drawing of the Trabalas Interchange a $5,000 cash prize and a brand-new Toyota Aqua. Zvake Adya share yake yenyikaZvakutongoda kugara une rezinesi...unogona kungonzi wafamba pa trabablaz drikazooo enda unotora AquaIts very sad kuti saka kana ukayenda kuchikoro hachisisina basa muzim bcz kwane new dispensation takavarairwa chivhayo ndiye akutonga ende zvaanoda, wtf is this he is doing doing more dam...