Videos

PHD Ministries

  • November 19, 2025
  • 222

Akarohwa Nemukadzi Kuti Tasa

Akarohwa nemukadzi adya chimunya chevana sadza ne nyemba. Varume tsvagai vakadzi chaivo kwete ngozi dzakadai. Mukadzi akamuka pakati pehusiku anamudira parafini mumusoro akatungidza murume ndokufa. zvakaitika ku Chipinge musiwechipiri. mukadzi akatiza arikutotsvagwa   ...

  • November 19, 2025
  • 398

11 Vana Vane 16yrs Vamitiswa

Vana 11 vane 16 years kubva ku Mt Hampden vatumise nyika kushamisika mushure mekuburitswa kwenhau yekuti vese vakawanikwa vakamitiswa panguva imwechete, zvichinzi zvakakonzerwa nekushandiswa chibharo, kushaya kutarisirwa uye kutorerwa mukana nevanhu vakuru vari munharaunda.   Zvinonzi vamwe vevana ava vakaitiswa zvebonde vachivimbiswa zvinhu zvidiki, asi zviri pachena kuti hupenyu hwavo hwakanganisika zvachose. Nyaya yava kuferefetwa nemapurisa, uye masangano anochengetedza vana ari kukurudzira kuti vana ava vapihwe rubatsiro rwepfungwa pamwe nekuchengetedzwa sezvo nyaya iyi yanyanyisa kuratidza kuparara kwechitendero, tsika uy...