Videos

PHD Ministries

  • January 28, 2026
  • 99

BACKSEAT BOYS FROM SEKE HIGH FORM 2 VOBATA MUSIKANA MUCLASS

Pane nyaya iri kutenderera pasocial media inoti Backseat boys veForm 2 kuSeke High School vakabatwa vachirova musikána wavari kuclass panguva yechikoro. Zvinonzi kusawirirana kwakatangira mukirasi, zvichibva zvashanduka kuita mhirizhonga yakasiya vamwe vadzidzi vachishamisika, vamwe vachitya.   Vakuru vechikoro vanonzi vakapindira pakarepo, nyaya ichipihwa kune vakuru vechikoro pamwe nevabereki kuti iongororwe zvizere. Vazhinji pasocial media vari kushora mhirizhonga muzvikoro vachiti vana vanofanirwa kuchengetedzwa uye kudzidziswa hunhu, kwete kushandiswa chisimba. Nyaya iyi ichiri kuferefetwa, uye chikoro chiri kutarisirwa...

  • January 27, 2026
  • 675

Airports Reintroduce COVID-Style Health Checks as Authorities Monitor Situation

January 27, 2026 — Major airports across Asia have reintroduced COVID-style health screenings amid a growing outbreak of a dangerous virus in India, raising global attention and traveler concern. While the situation is being closely monitored, experts say the risk to most international travelers remains low — but heightened vigilance continues.     ?  Airports on Alert After Virus Cases in India     Airports in countries including Thailand, Nepal, and Taiwan have ramped up health checks similar to those seen during the peak of the COVID-19 pandemic. Temperature scans, health questionna...