Tarasikirwa neumwe wedu vana Madhumbe?, kungoti musoro ndiye gone?, aitova kumba kwevanhu, kumba kwake kumarondera, uku kwaashaikira kumba kwevanhu kwa rusape, musoro iwoyo ndoo waimurwadza paya paaive
muchipatara kusvika Ku spinal code. Zvaaida haana kuzozvizadzisa??, ndaibvunzwa ma bus anoenda kumba kwangu, zvichinzi kana matumira zvinhu munopa ma bus anoenda mutare here or chipinge, ini ndikati mutare, zvikanzi Saka ma parcel munoatorera kupi, ini ndikati pa bechnough bridge, zvikanzi
okay Sisi, ndikararama ndozopota ndichikutumiraiwo mafuta ne basmast renyu?, ini heya ndoo zvaurikubvunzira, zvikanzi yes, kana kuuya ndinouya kana ndapiwe leave kubasa ndokuonai??, manje kurarama kwaramba??, I am confused Hama dzangu wee??