Dj Ollah Obatwa Nekuseri Kwetuoko Achida Kun Negotiate Intervie With Mike Gidson and Mike Ezuruonye
- Sep 29, 2025
- 124
Iye Ola kunegotiater interview here kaoko kudaroMancube Mwenewazvo they are used to paid interviews zve pamwe vaitoti nechemumoyo my agency didn't tell me about thisVavaneta kkkk vakasvika vaine chinja first day vaone eeeh kunyika kwavo vajaira kungotariswa vakajairwa . Manje kuno vaiita sevachabviswa bhareta.Kutouya kwacho kuZim vaisatoda havo!Haadi vanhu vasinga farire roroni?kwakupisa kunze ukuHe sensed dzungu raOllah iro chero smile yacho ndeye fake ..dzidzai ku reader vanhu ..Ollah aingomhanya mhanya ?Kunge vavanhuwirwa neziya or mukanwa ?...
Not trucking related but this is very bad ! Vakomana veform 4 kubata mwana weForm 1 musikana chibharo kusvika azviitira poop, vachitora havo video! Where’s humanity? ZRP NDOTEMBA NEMI.Vanhu vakwanisa kuona video makasimba moyo ...ini nekutaurwa kwariri kuitwa I can't watch that video I have daughters..it's so painfulTogara kuzvitaura kuti ma2k mazhinji acho mabharanzi muchiramba, zvino ungati uchiita zvinhu zvisina basa kudai kwava kutozvitora photo? Muchidimbu vana vakazvarirwa muma hardships aMugabe nezanu pf yake havana kukwana Handiti makaisa mutemo kuti vana vasarohwa kuzvikoro nekudzimba muchiti its a...