Videos

PHD Ministries

  • October 24, 2025
  • 100

Richman Goneso Akamitisa Mwana Akatiza

Richman Goneso uri duzvi ungamitisira mwana wangu wotiza kwauri ikoko urimbwa isina chinomira ndikakuwana ndokuuraya wakafongora iwe wapedza kumitisa mwana wangu wondituka kut mwana wangu pazvese munhu mukuru kudarika ini ..iwe ndiwe munhu achamama ugare kwauri ikoko   Ko mwanavangu aitaseiko . Pavainyengana maivapo here . Zvimwe mazuva ano hazvidii kudaro . Tomirira mwana wenyu obatsirwa toenda kwaTenashe Mugabe zvopera . Kwete kuuya pavanhu kudaro. Ko mangwana mukanyara matoka munhu kudaro . Takaona chinomuva touya naye ikoko. Pauline Madongorere iye achimbofambireri akabata chiweti chake ngaawane chomuwa idafi remunhu muchimiri...

  • October 24, 2025
  • 218

Makorokoto Mai Nyati Pregnant Baby 3

Nyathi family expecting another child Mwana aingoyamwa Vange vasingazive Kuti vave nepamuviri pechitatu. Ndiko kukura zvee uku let's hope matwins Congratulations ? ? ? ? maiNyathi   ...