There are some InDrive wars going on around Harare. Some drivers who accept very low fares are being sent fake ride requests by other InDrive drivers. When they arrive at the pickup location, they find no customer. Instead, they receive a message warning them to stop accepting very low fares.Dear vanhu ve InDrive
Ko Chii maZimba as long achibhadhara rent ne marequirements vamwe itaiwo zvelife yenyu asi munosheedzana kumaIndrive or munhu ano applier ega ungaudzira munhu kutengesa zvinhu nemutengo waunoda ere shaa munhu ane nhamo dzake womu treatena kudaro
Zvichikurwadza tsvaga zvimwe zvekuita mabasa aripo akawanda ko pamwe ini ndikuda kutakura Client or a costomer mahara munoita ko mari dzandinotambira after ndatakura customer modziziva ere vanhu
ngavasaitisana uko heyThose people's profiles will be blocked permanently and their cars wont be accepted on indrive again, it once happened with bolt in sa and those who requested had their profiles permanently blocked