BREAKING- ‘VP Chiwenga’ “Traore” Campaigner Arrested | REPORT
- Oct 24, 2025
- 150
Richman Goneso uri duzvi ungamitisira mwana wangu wotiza kwauri ikoko urimbwa isina chinomira ndikakuwana ndokuuraya wakafongora iwe wapedza kumitisa mwana wangu wondituka kut mwana wangu pazvese munhu mukuru kudarika ini ..iwe ndiwe munhu achamama ugare kwauri ikoko Ko mwanavangu aitaseiko . Pavainyengana maivapo here . Zvimwe mazuva ano hazvidii kudaro . Tomirira mwana wenyu obatsirwa toenda kwaTenashe Mugabe zvopera . Kwete kuuya pavanhu kudaro. Ko mangwana mukanyara matoka munhu kudaro . Takaona chinomuva touya naye ikoko. Pauline Madongorere iye achimbofambireri akabata chiweti chake ngaawane chomuwa idafi remunhu muchimiri...
Nyathi family expecting another child Mwana aingoyamwa Vange vasingazive Kuti vave nepamuviri pechitatu. Ndiko kukura zvee uku let's hope matwins Congratulations ? ? ? ? maiNyathi ...