Videos

PHD Ministries

  • July 07, 2025
  • 977

Musikana Anwa Mushonga Kuzviuraya

Sad news: One of Pote Supermarkets internal security officer is nomore. Grace uyu aigara Muna Prince street anonzi akamwa poison, the causes of why deciding to kill herself are still unclear.Sad news:           One of Pote Supermarkets internal security officer is nomore. Grace uyu aigara Muna Prince street anonzi akamwa poison, the causes of why deciding to kill herself are still unclear. ...

  • July 07, 2025
  • 197

Mukadzi Uyu Abva Ku Brits Kutevera Murume wake anonzi Langton Chiembe.

PLEASE SHARE 🙏🏾 | Makadii mose. Pane mukadzi abva kuBrits arikuHammskraal anga auya kumurume wake. Zvino haana phone number dzemurume wake. Murume wake anonzi Langton Chiembe.         Vanoziva murume uyu please tell him kuti mukadzi nemwana vazungaira avachaziva vodii.Vamwezvavo vanevakadzi vanovarangarira wangu kubva zvandakamusiya 2010 pa world Cup           nanhasi haana kumbotevera chero kufonaAnga Achiti akuendepi asina number dzemurume asingazive futi paanogara nhyI'm proud of all mothers👌look at her nemwana wake mumaoko, mwana ari happy kana kumb...