Videos

PHD Ministries

  • November 13, 2025
  • 126

Musikana Awana Mbinga

Musikana Awana Mbinga  . Love irikutsva    ...

  • November 12, 2025
  • 2531

Runner vs Shofe Beitbridge Border

Runner vs Shofe Beitbridge?Utambidzwe umtaMbama Dambudziko paBeitbridge Border Post raive risiri dambudziko remapepa kana maZRP, raive dambudziko rehunhu. Upenyu hunofamba nekumhanya kwakasiyana-siyana, asi paBoder, mhanyiro yose yaidhonzwa nemari.         ​Tichaona, uyo vazhinji vaidaidzira kuti ‘Chief Runner,’ akanga akapfeka sutu yebhuruu yakanyevenuka, hembe yeruvara rwejecha, uye bhurugwa re-plaid raipesana. Shangu dzake dzitsvuku dzedehwe dzairatidza kuti aive mumwe wevanhu vakabudirira mubhizinesi rekurongedza vanhu pakatarisana. Aifamba-famba achibhengera vafambi nevashofe, achivimbi...