Queen Jean Gasho Calls Immigration on King Etehene & Esnath
- Oct 03, 2025
- 694
Social media is buzzing after reports that Queen Jean Gasho — the Queen of Kubala — may have called immigration authorities on King Etehene and his handmaiden Esnath, allegedly over jealousy. Rumors suggest Queen Jean was unhappy about the growing closeness between the King and Esnath. Immigration officials reportedly made a surprise visit, sparking royal drama and online debate. Meanwhile, the Queen has been spotted living lavishly in a 5-star hotel, dressed like a celebrity and owning the spotlight. Fans are divided — some call it power play, others say it’s pure jealousy. ?? Royal tea is b...
Pabuda nyaya inopisa iri kufambiswa pasocial media nezvekuti musikana wema uto akatombodanana nalandlord wepamba pavano lodger. Zvinonzi musikana uyu anga achigara muimba iyi kwemwedzi yakati kuti achibhadhara mari shoma sezvo ari muchiuto, uye landlord akazopedzisira ava kumuona zvakanyanya kupfuura semu lodger. Vanhu vakatanga kuona maitiro avo achisiyana—vachibuda pamwe chete, kuita nguva dzakareba vari vaviri uye kuoneka vari muchokwadi chakanyanyisa. Izvi zvakakonzera mapoka evavakidzani nemasocial media pages kutanga kufungidzira kuti pakanga pane chimwe chinhu chiri kuitika pakati pavo chisiri chekugara chete. Zvinonzi zva...