Videos

PHD Ministries

  • August 24, 2025
  • 93

Paita Hondo poadcast yakanyanya DJ Ollah 7 or Dj Sparks ? 

Ndeupi ane poadcast yakanyanya DJ Ollah 7 or Dj Sparks ?    Ndiani anopedza masports        Sparks and Zigo ma noises makers but ollah chibabaOllar is profesional ana Sparks havageze😂Olla wekwaMadondo all the wayOlla Ane ka international taste          Icho Chinee ghetto rocation tasteeeeeKo hanziiko nhai? Asi mashaya zvekuita hr? Murikutadza kuisawo zvirikuTrenda zvaizvezvi muchitienzanisira DJ Ollah 7 nezvinhu zvisina basa. Plus muZimbabwe Podcast ingori 1 chete.... Kuna Ollah ikoko chete. Learn from Podcast ari outside the country ndopaunoona kuti se...

  • August 24, 2025
  • 4203

Madamboss Vanyadziswa Ku Ig Uko Pokello Haadi Kuenderwa Kumberi

Special class iye urikubvurwa kuIG uko 🙈kuzoti happy birthday Pokello zuva racho risati rasvika😂😂😂😂.Mukadzi uyu ngaambodzikame mbichana😆😆.Apa kunyadzisa kwazvo yooo angoona someone post ndofunga Akati ndasara kkk comment section ikati a isu atijaidze akanyambaidzwa kwa Olla vanhu vakati dzungu amugone kudzikama hre a mukadzi uyu dzungu shuwa kakunyenama so😂😂😂😂😂😂         anekakunyabvurira,kakuzhangandira so and speed yaainayo so dambudziko anoda kudiwa nemunhuwese semari ndosaka ririhure..mukadzi uya andakumbobvira ndamufarira why cz akabhabhauka tumuchBig brand of Zimba...