High-level Close To Round About Murume Orumwa
- Jun 21, 2025
- 242
This is really sad💔 | Ndakasanganawo nedambudziko. Murume wangu akarumwa nembwa maPitbulls paRoundabout yepaHighglen apo panoitwa zvemaTank emvura. Anga achipfuura achibva kubasa musiwe Friday last week iyo. Saturday takazopfuura nepo tichibva kuHarare hospital kuchipatara tichivaudza kuti imbwan dzenyu dzakaruma munhu but paive nevashandi vakati tichaudza murungu haapo. Akafonerwa murungu wacho akati tofona Sunday tisangane. Till now haasati atifonera. Saka takazonovhurisa Docket taona munhu aramba ari zii paGlennorah Police vakati ivo endai paBudi...
Watch: Sungura musician Tindo Ngwazi’s dancer having unprotected s€¥ with a hooker after the showThere is a video doing rounds on social media of, Sungura musician Tindo Ngwazi’s dancer who was filmed having unprotected s€x with a prostitute after their show in Mazowe. The visibly drunk dancer, argued with his fellow band mates who tried “kumubvisa pamusoro pehure”. They wanted to leave for Harare whilst he was busy playing the hide the sausage game. Muri kuitirwa bonde macho, ndopaunoona kuti varume tine zvivindi zvisin...