Zimbabweans On Moreboys Munetsi Great Hope Why Not Addressing Accident Ye Mota Yake Yauraya Vanhu
- Oct 13, 2025
- 441
Saka Moreboys hazvizive here achi poster bhora Apa iye aswera achiposta bronco instead kuti atizivise zvenhamo yakonzeresa nemotokari yakeSaka Moreboys hazvizive here achi poster bhoraApa anoita kufambira dzevamwe siku nesikati apa atadza kutiiudza nguva ya zvaitika if asiri Anabel Dai tisirikuziva iye busy kuposta vebus ndiye aurayaIthink Akuzvikanganisira brand manje mazita avo hatinei nawo hedu tsaona iyi irikunzi yaitika pane nguva asi kusvika nanhasi ghost ndiri rikuburitsa information zve accident zvinoitika even ana Nyaradzo Doves vanosangana nazvo izvi haisi nyaya yekunyarara iyi vanhu ava ev...
Zvakashamisa vanhu paSocial Media apo mukomana ane hurema akaburuka muwheelchair ake ndokuzvizora flour kubva musoro kusvika kumakumbo achida kukopa maitiro aDJ Towers akambopihwa mota yeGD6 naSir Wicknell. Mukomana uyu akaonekwa achimhanya nemufaro kunge munhu akangoporeswa, achishevedzera nezwi guru achiti “Tagai Sir Wicknell!” vanhu vakabva vatanga kutora mavhidhiyo uye kuposta paTikTok neX zvichibva zvaputika sezuro nemoto. Vanhu vakawanda vakatanga kumutag-a paX vachinyora vachiti, “Sir Wicknell bless mukomana uyu” vachida kuti munhu ane moyo murefu wemablessings avape zvakare chikomborero chemota...