Nyati Kiki Haamude Kumugarisa Kumusha Iye Achigara Sweet Life Hama dzemurume dzoponda chikafu mwana arikumusha Aiwa munhu akuchengeta Kiki akugona hake asi iii pane mwana wangu ndipo pandiri hangu.Matanga futi!! Akadzokera ku SA onorovera baba vake chihure motizve ngaadzokere kumusha. Nhai kugarisa mwana kumusha ivo vabereki varipo plus havashande chibharanzi chakawandisa Apa when mwana was around thy never spoiled her kumuendasawo kuma rides etc Bamnini vorara pamubhedha we mudenga kkk but Ntatgi kaaa kutenga mudurikidwza webu bhedha indisa mwana kumusha rongesheni yacho it's not like vauya kuzogara zvachose veduwe ivai nemutsa Kiki aribho wani kana arikumusha kutopfuura kunoku Mwana uyu ndoona zvakanaka agare nagogo vake hpana Chaipa becoz zvimwe zvavanga vakui
Vanhu kana murume achinetsa munozvi vanzirei Pese apa why dis she pretend Now akuitwa ndiye muipi koz she tolarate him for long Apedza kurowha onzi ngatitambe compfa 😂😂😤😤😤😂😂😂Asiwo mainini makauya muchiudzwa kunzi maiguru vaiva bad mukabvuma mukatamba Zampele mukabvuma kugara nevana vagulu muchidimbu varume vanonyepa havana mugoni semunhu aiva musikana deno makatsvagawo chenyu chisina vana vairi
Ko hanzi makatema 8kg bones nema can nezuroko makazopotsera ma can manga mashaya matombo hereðŸ˜Zvamanje manje Kepizha ndiye watiri kuda chete,zvema Upcoming artist ana HK ava totema nemaCan Freeman hatichambo mufaaaaarireee No havasi hkd vakatemwa bro generator ndorakadzima freeman akabva pa stage vanhu vakatanga kukanda zvinhu bt magetsi pakauya hkd akapinda pa stage akauraya uraya vanhu 😂😂😂
There is a bar known as Kwatafi (also called Lakeside) in Epworth. This place is putting the future of young girls at risk. Underage girls, some as young as 12 to 16 years old, are openly consuming alcohol and drugs there. What’s even more worrying is that some law enforcement officers from Epworth Police Station are seen visiting the place, but no action is taken. It is alleged that the bar owner offers them bribes to ignore these activities.Mwana musikana ane 12 yrs anobuda pamba husiku achiyenda kubhawa how, mubereki anenge achiti mwana aripi. Isu takakura tichinzi by 5 unenge wapinda mumba otherwise wairohwa ukafa ukazomukira kumakuva
Amato Ndekere has died.Mutsigiri waAdvocate Nelson Chamisa Ane Mukurumbira Oshaya ... He passed away on Wednesday morning at Neshuro Hospital in Mwenezi at approximately 10:45 AM. His death was confirmed by his sister, Mercy Ndekere, who spoke to Change Radio. According to family sources, Ndekere was discovered unconscious outside his homestead late Tuesday evening. Despite efforts to save him, he succumbed to his condition the following morning after being rushed to the hospital. Amato Ndekere was a key figure in Zimbabwe’s opposition politics, particularly in Chivi South. Sports event tickets He rose to prominence after defeating a ZANU PF candidate in the hotly contested 2008 elections during the leadership of the la
Robert Junior, Gushungo comes with a question🤔Sulu ndibaba venyu vakomana musadaro imi Rob and Chat Umwe mface so anenge achingoti heya heya mbrrrr! Anogara apoooo.....Zanu pf central commitee
BUSINESSMAN CAGED OVER US$7 MILLION FOREX VIOLATION A Harare businessman Grant Chitate has been dragged to court for allegedly sending money out of Zimbabwe without getting permission from the Reserve Bank of Zimbabwe. He was freed on US$1,000 bail and will be back in court on 2 September. Chitate is in trouble for violating the Exchange Control Act and Exchange Control Regulations. Between 2019 and 2024, Chitate and his company Grant Wellington Thulisa (Pvt) Ltd allegedly paid forv 9.4 million kilogrammes of gas, valued at US$7.6 million, using foreign bank accounts. The money did not go through their Zimbabwean bank accounts, which is required, ot is alleged. Their
Curious about how much sp....erm donors are paid? Sperm donation is a rewarding experience, enabling the dreams of others to come true. Cryos compensates you for your time and effort during the donation process, which can earn you up to $720 a month. For many men, the greatest reward of being a spe...rm donor is being able to help others. However, we make sure you also receive financial compensation. The amount that you receive is compensation for your inconvenience and transportation. In that sense, you are not being paid for your sperm. You will be given a standard amount of $35 per donation on the day of your donation. An additional $3
| Our Jobs Are in Danger – Zimbabwean Cruise Ship Workers Need Your Help! ⚓🇿🇼 Over 10,000 Zimbabweans work on cruise ships around the world. The money they earn helps more than 50,000 people back home. This money pays for school fees, hospital bills, food, rent, and supports families. But now, all of this is at risk. 💔 🛑 The C1/D visas that allow us to work have been reduced from 2 years to only 3 months. This makes it very hard for us to keep our jobs. If we don’t get at least a 6-month visa, many of us will lose our jobs, be sent home, and our families will suffer. We are kindly asking the U.S. government, especially Pre
RIP Tsanola everyone knows him as tsano.. He was killed in Chinhoyi he was a taxi Driver anzi team rakamufonera kuti huya down town titakurire ma Supa ndokumuuraya anzi vakambonetsana some time ago ne team racho ..vamuuraya kudaro mutumbi wakaramba kubuda mumota ..vakuenda naye ku Police kuti tanhonga munhu akafa ndokusungwa nekubatwa kwavakaita .. ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜LadyEdith Charis ngaoorere mujeri kaface ketsokoAsi unenge wanyanya kutadzirwa rudzii kwekut after sometime wozodzokera wonouraya munhu nhai 💔💔 may his soul rest in peaceunonhonga munhu akafa vakambozvionepi izvozvo