Dear Sir Wicknell chekutanga ndinotenda Mwarii akatipa imii pasi pano ndini mwana wenyu Freddy manjalima kapfupi ndinotenda nemudziyo wamakandipa baba makabatsira zvikuru uye raiwa badza rekuti ndiwane kusakura uye ndiwane kufambisa kuenda kumabasa kuti mhuri dzirarame asi mhepowo dzekumusha kwatinobva dzisingade kuona chakanaka pamwana washe dzakapindira ndikasangana netsaona Mota ikadhumwa ikaita beyond repair musiwa 23 December last year. BABA zvinonzi mwana asingacheme anofira mumbereko ini ndachemawo kwamuri zvakare Baba kuti handisisina chekufambisa Baba mwana wenyu ndinga kwirawo makombi futi muripo here Baba ndinowimba message yangu inosvika kwamuri Baba wicknell  
Michael Changa haasati awanikwa akayenda kundoraura ku Bronkhorstspruit Dam last week Wednesday vari 3 haasati awanikwa.Vakapedzisira kumuona vanoti akapinda mumvura ne boat rake haana kudzoka.Pakutanga akandouya ne Hove 4 pakudzokera haana kudzoka.Chinoshamisa ndechekuti ma socks aka akaonekwa mujinga me dam .Mapurisa nema Sea Divers havasi kuona mukomana uyu despite their effort . no longer trust anyone zvangu the first suspect vakaenda navo ivavo Mutorashanga ngaimboswika pavariKo vamwe vake varipi plus boat rake ririkpi(1)Ko maSea Divers acho haasikuonawo boat raçho here (2)Vamwe 2 vacho varikuti vakagumisira kumuonerawo nechepapi? (3)Paakapinda pacho aivewo nemasocks acho here,vari
Social media personality Thomas Chizhanje has reportedly received threats of arrest from a ZANU PF-affiliated Facebook page. On his Facebook page, Chizhanje also revealed that he was contacted by a private number and warned to stop publishing disturbing stories about Parirenyatwa Hospital. Over the past few days, Chizhanje has been sharing heartbreaking accounts of patients who allegedly died under questionable circumstances due to negligence. These posts appear to have drawn unwanted attention from within ZANU PF circles.
Ndiko kuti chigunduru wauya ka ukuIni ndaona kunge ane ndeje kufaðŸ¤ðŸ™ŒThat's good....maiti Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe, Oooooch this hurtsðŸ˜
Tine problem yekungo bvuma zvese tongoti life goes on. Dambudziko hombe ku normalizer nhamo ne abuse.Number plate ye $500, ma citizens e nyika dzine ma youth ari focused haabvume kujairirwa ne nzira yakadaroThat's good....maiti . Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe, Oooooch this hurtsðŸ˜MaZimbabwe takanyanya kupusa, tikangonzwa chembere neharahwa dzichiti hondo nekuti mavakutengesa nyika totopeta miswe💔💔 vacho vanoti vakarwira rusununguko voyenderera mberi nehudzvanyiriri. &
Uyu muchinda akatenga brand new car yake ega akatanga kudzidzira kudhiraivha pamota iyoyo. Nanhasi achinayo. Hapana mumwe munhu akamboibata. Inyasha dzakadii idzodzo.Ndakamunza achiti akatengerwa motor nemumwe mutendi achigara kuBulawayo motor yekutanga .Hanzi Toyota corolla .Achiti ayi paka paWindow .Akaisa zvinhu zvakawanda kuitira matsotsi hanzi security system kupfura alarm.
Bhinya Iri Raibata Amai Chibharo Apa Amai Vake Vaive Bofu Vasingataure 💔💔ðŸ™ðŸ¼ðŸ™ðŸ¼ðŸ¥ŠðŸ˜±Kana vana usaiita hako kana vana unovapa munyama wauuiinawo, hope hauuna maa brothers kana maa sisters, kana unavo wakavsorera mhosva hombe isingaperi iwe.Mhata enda unofa there Hauna respect face inenge j**** hell is waiting for you zidzoro rakazara maseseNgoziiiIwewe futisoo pawaidya bota waidya wega nhasi wakushupa vanhu. Dayi wauri umwe panguva iyoyo waka wakatokumbira rubatsiro rwekutsvaga mukadzo
Dear Commander, We, the citizens of Zimbabwe, have delegated Blessed Geza to represent our collective voice and highlight the urgent need for your intervention in the face of widespread state capture and corruption allegedly orchestrated by President Emmerson Mnangagwa and his associates. Despite substantial evidence, there has been a lack of meaningful investigation or accountability, fostering a culture of impunity. According to Section 212 of our Constitution, the Defence Forces are mandated to preserve peace, protect territorial integrity, uphold the rule of law, and safeguard democratic institutions. We bring to your attention the following critical concerns: Allegations of the President’s involvement in corrupt activities, res
A HARARE man, who broke his wife’s heart when he had a child with his girlfriend in an extramarital affair, has struck again after stealing US$210 from his wife and selling the couple’s refrigerator, TV and a solar battery to fund the funeral after the kid died. HARARE man, who broke his wife’s heart when he had a child with his girlfriend in an extramarital affair, has struck again after stealing US$210 from his wife and selling the couple’s refrigerator, TV and a solar battery to fund the funeral after the kid died. Elliot Maruye confessed to stealing money from his wife, Sirena Mutisi, and selling the fridge, TV and solar battery to raise money to fund his child’s funeral.He appeared at the Harare Civil Court ye
#watch... a group of women caught on camera stealing from a shop along George Silundika.Akanga asina chance vanhu vacho vawandisa pamunhu 1.Murume ane shirt yeblue ne cap ndiye gang leaderA whole shop inomboisirwei munhu 1, ndiye guard ndiye arikuserver maclients how can u expect 1 person to manage all that. Ndozvinoita kana uchiomera kubhadhara vashandi nowadays nembavha dzazara mumwe ngaaserve mumwe achimonitor zvinhu and vanhu, i dont blame the girl as well on this case many shops nowadays akuisa mushandi neanogara padoor simple