Una Manager here celebrity shungu rinozviti Teo events .kuswero pindurana necomment section uchituka vanhu worst part using business page .ignorance yakadai is out of this world
Jean Gasho Ave Kutanda botso akatuka amai and arikungotuka amai vake .Kutuka amai zvakafanana nekuita mutserendende parazor unomama cheteMai hachisi chinhu chekutamba nacho.
Saka nhaimi How Do you feel you guys Melly ,Zuva ,Ndodo ,maitt after all the drama madam boss is with Ngoni saka muchaita sei.
Madam boss dzidzisai mai Bee zvekuita pavanhu .Mai Bee manga masvikirwa nei next time huyai pacamera mageza musada kutisemesa Shuja. Vanhu 1 million voona munhu achiisa ruoko mubhurugwa achikwenya hazvidi.
Saka Muchaita sei manje Zuva urban tete wapirikisi na Maitt ndozuva rakaitwa scan zuva na feri.10 mari chirarai muchichaya ava havaramba avo.
Paita Mhere Mhere ku Captown Early this morning Anna Moore shamwari ya Faffy maunga avharwa mari nemu nigerian yechigwishu vakaita musings pa bounder lounge.......Read more
Annah said Justice for my Ex Shugeta that's not it Mhani Ruzhinji rwoudza Anna Chinaby Honde X Girl friend ya Shugeta kuti "chopengawo ichi zvongoneka kuti anga Asati aita move on wakuita sakamuchacha another madam boss vakataura something woita counter attack .same Anna akangoona Shugeta with someone anouya neka attack kekurwadziwa.
Zvosekwa benzi izvi cozy koffie didn't just disrespect Shugeta only but the whole entire nation. Kune Nyika dzine United ain't uzvezvi itori hondo ku page kwakoffie kana pastage pacho aisapaimba Do you think Koffie can do that kune mu southafrican vanwe vake vakatarisa.
Obina Uchechukwu Maitts X husband Oga Ave kutsvaga Dj Ola star fm ati anenyaya dzakawanda dzekutaura. Oga ava vane drama dai vamb9tanga kugeza guru regumbeze vozouya kuradio. Taona taenjoyer zvedu vauya kuradio zvakaoma
Munyori oti Maitt munhu wepi asinganyari kunyebera Tapiwa Mutikani hanzi ndiye akandipa chirwere yet ndiye anongoti chero yamira fongo fongo pindar mudurure muchibereko. Munhu wepi anorara nevarume 7 pagore role model yemumama. Vanhu Vezvikwereti ava vakatsamwa