Celebs

May 06, 2023

Doreen Masomera Usazvinyepera Kuti You are Better Than Maitt Zvikwereti Inzira Yemunhu Wese Even Ana Olinda Tatelicious Vakabiira Vanhu

Ndopaunzwa kuti am bttr thn felie iwe sit down iwee felie anezvikwereti inzira yevazhinji pano vana oc vakadya mari dzevanhu vana masiriri vakadya vana tate vese ava vanemadrama avo edzi iwewe utori wrs cz unozviti hauni iyo iripo oti kuzvara zvirema kuhura iwewe utende peoekale akagutira mushonga wakangomubirawo mukadzi waada wani saka uri zihuleee koti kutuka mai audio iya yainekakubatikana kemubereki wenyu vana imi  

May 06, 2023

Home And Away Maitt Gambi Kugara Richijungwa Kunge Mwena Wemajuru Zim And UK Boyfriend Chiweti Hachina Zororo

Maitt Home and away kachingosvirisa nyoro.Imwe ichibuda imwe ichipinda apa amwe masperm anenge achiri kutoyerera..Gambi kugara richingojurujwa kunge mwena w/emajuru netype netype.Ndosaka kachingokosora kosora..Edzi yacho musanganiswa.Justice for gambi raChikiti😭    

May 04, 2023

Nox Guni Unoda Rumamiso Iwe Kuwana Vakadzi Zvitikidhimba Zvakadai Wosiya

Nox Guni Chikomana Chezaka Rinopisa unoda Rumamiso iwee wow Ana vakadzi vakadai wosiya tikunxwe futi juti wabuda Marelationship yauri.

May 04, 2023

Kanyi Mbau And Kudzai Mushonga Break Up Voramba Ndege Boy Haasisina Mari Takambmuudza Danana NemaZimba Ako Iye Akasatererera Chasara Kuzviuraya

Ndege Boy Kudzai Mushonga isiiwa pachena na Kanyi Mbau. Khanyi have been dating Kudzai for almost 2 years  

May 03, 2023

Mai TT Dumps Supporting Wigs By Ketina Endorses Wigs By Craig

Ladies ladies let me introduce you to my wig plug  Here in Harare he also delivers  everywhere from $200 going up you get yourself beautiful wigs I never liked braid wigs but after this installation by Craig I’m inlove with it he does all types of hair besides braidwigs. Brazilian, Peruvian, you name them Call him on +263774449111

May 02, 2023

Elgringo Leader Of The Youth Oundura Shadaya Sehuku Yechibhoyi Irikuda Kudyiwa Pa Chrismas Ya

Elgringo leader of the youth oudza Vashadaya zvinorwadza kuti "says an alpha male anotengera babe cake reku food world 🌎 orifambisa netsoka kubva kuna 4th to market square kunokwira kombinot mentioning skin inenge matako ebere .hazvipere mushe

May 02, 2023

Millionare Olinda Onzi Hausi Rich Aunt Or Mbinga Zvaunofunga KuUk Hautoverengwe Se-Mbinga So Gara Pasi Sit Down

Munyori oti Olinda Chapel is rich zveku Zimbabwe kwete zveku UK haatokwane even kuZimbabwe kwacho.kutongozvisimbisa hake but kune mambingaress.  

April 30, 2023

Lorain Guyo Ndiwe Mumwe Achaifunga Mari Yese Yauri Kuwaster Kuda Rich Aunt Vibes Kuma Restaurants Dzidza Kusevha

Lol.kadrink ke blue ku fancy restaurant hakashamisire ndiwe mumwe achaifunga mari ye yauri ku waster.

April 30, 2023

Majoki Ese Munotuka Shadaya Asi Munotoshuvira Vana Venyu Vakomana Vaterera Dzidziso Dzake Anotaura Chokwadi Chinorwadza

Shadaya anotaura Chokwadi chinorwadxa vakawanda but munotoshuwira vana venyu vakomana vateedzera dzidziso dzake .Vashadaya vataura vatumwa

April 29, 2023

Madam Boss Mimba Yavo Yanetsa Dai Vakazvara Mwana Mukomana Kusvotesa Vavengi Nemahure ANgoni

I wish mwana wamadam boss aita mukomana vane godo vavengi vanyatsokaura.Dai aita mukomana vanhu varare vakazvimba tobbva tamiti Mhofu junior.

76 77 78 79 80