Videos

PHD Ministries

  • November 09, 2025
  • 696

Disgrace Vanhu Outside Church Kukwiza bhinxi

DISGRACE: These ?naughty people were caught having s.....*x outside a church in South Africa. They were even wearing their church uniform. ?         The shameful act was recorded on camera, and this has caused outrage among Christians who are lambasting         the couple for utter disrespect. ?Did he pull out???And then they will blame the devilI would open the car window and say hie ?? ...

  • November 09, 2025
  • 100

Tatenda Masirivha.akabatwa nehome affairs ari kuCenturion muna September l

Makadii. Tiri kutsvagao hama yedu anonzi Tatenda Masirivha.akabatwa nehome affairs ari kuCenturion muna September last communication naye yaive kuma7pm manheru achiti tikupinda mucourt haana kuzombotipa           update kubva ipapo.Takaenda kuPretoria central vakati vakatorwa vakaendesa kumadifferent jails.Takaenda kuLindela haako tikaenda kuMpumalanga tikamushaya zvee hatichaziva kuti aripi.kana pane vakamuona or vakuzivawo kwaari ndaikumbirao mundibate panumber idzo +27630471390   I have attached his picture.Thank you ...