Friday, April 26

News

June 06, 2023

Nelia Ginimbi Kuparadza Pfuma G Kudyirwa 16k Namaitt Kuround Oti Kudzingwa Kumaroro Nemuroora Zodwa But Why

Aka kadzingwa kumarooro naAunty Zozo hanzi kana kadhakwa foshoro kanokumba zvese kana groom kanopinyoresaAka zvakawandira. Koti kudyirwa 16k na Felistas kuma rounds koti kukaviwa na zozo. Zodwa why makhumalo?Ndakazvibvunza kuti zvaatopedza kutengesa mota ginimbi mari yakasiya yakaendepiPa comment ipapo vaenderera mberi vachiti Neria anodhakwa foshoro zvinova izvo zvaigumbura zangarehwa kusvika amusvipa.

June 06, 2023

Zvemashamwari Muchazvirega This Time Munhu Wese Omina Na Chichi Natalie Haagone Kugara Nevamwe Makuhwa And Fake Life ToonMuch But Anyway Zvasangana Vese Vane Drama

Natalie also didn’t congratulate Chichi on her new house. It’s quite difficult for two strong characters to be friends. Pane anenge achifunga kuti good things should happen to her and only her.Chichi bosslady didn’t congratulate Natalie on her achievement yeRange Rover, what am I missing? Haana kana kuposter Chero muswe wayoThis tym um team Chichi,Natalie ane prblm

June 06, 2023

Nomathemba posh Onzi Zvekupfeka Zvinomunesta Ndiye Ega Anga Asina Kuchena Kumaroora Azondwa

🍾🍾🍾1   Mrs 'Moet' 💯💯💯   Mai inoda 'mweti' iyoyi nyararai zvenyu, kana usingadi kupedza nguva uchiitsvaga pamaevents ingonanga paMweti 🤣🤣🤣Haushayi 🤞. But bho here kuzoinyimawo chifiga belt chekuti ibude hour glass shape sevamwe vese, chiiko nemi anaZozo nanaBuhlinda shuwa Nomathemba kuita kunge hanzvadzi yababa iya hombe inogara paruzevha inodya sadza katatu pazuva ichiseredzera nemahewu, snack chiri chibage chakagochwa yozopedzisira nemutakura wenyimo nenyemba zvayo! Chii chakadaro dhirezi kuita kunge mugomo, no dart , no gather, no elastic , detail zero! Munhu waKwini nhaimi? Ndabatikana zvakanyanya mufunge😥 P/s   C Section musazvinetse, uyu anozvipindurira ndomuthemba🤞ndimi hunyakwese futi ndakuonai v

June 05, 2023

Peter Dhewa Ane Maoko Anemakoko Ebonyora Achimirira Mukadzi Asingauye Akazo Leakisa Sikarudzi Yemukadzi Wake Atsamwa Nekubonyora Chokwadi Zvekubonyora Pa Call Muchazvirega

Uyu ane maaoko ane makoko ebonyora mungamutevedze wasting his sperms achimirira chembere isingadzoki. Apa rakati vavava vamwe vachingozvara.Peter Dewa Moyo ndaikufarira asi kubva pawakango leakisa noodle remsikana wako ndakabva ndakuzvonda chii changa chaitika wanga wanyimwa mapounds here inga benz wakatengerwa usaite sechimbwa mupengo iwe

June 04, 2023

Evidence Chihera Tsvaga Basa Ketty Is Trying To Help You Wakutoti Akubhadhare Ketty Anotuka Ega She Doesn't Need You Gara Pasi Seat Down Dai Wakanyattsopondwa Nevanhu Vamaitt

Chihera tsvaga ma piece job .hona even paunoda kutopiwa information inobatsira kana iwewe wakuda kutobhadharwa.rega zvee kuenda anongogara ne information yake.usamupe Ketty Masomera she now thinks uri kuda support yakeKetty doesn't need Chihera to tuka shem. evidence not everything is about mari zve. Ketty has information kuti usingise munhu akakusungisa ne vabetseri vake ,especially sister va Faith Candy.de atsvaka piece job hake.-

June 04, 2023

Mai Maketeni Voti If I post Zvinhu Zvangu Handisi Kutaura Maitt1Vanhu Voti Vanosvota Senge Mangai Kutsvaga Mbiri

Pane akamboita hanya ne family members here tibvire uko 😅 unenge uchireva Feridhongo iweNdozvaka tsamwirwa ketile izvozvo kna watamba na kiti wotomira naiye chte zvekumira ne family wombomira kusvika paune usingachade😅Mai ava vanovaviwa nekutsvaga mbiri varegererei vanofinha semangai

June 04, 2023

Wicknel Chivhayo Onzi Dumbuzenene You Hupfumi Hwako You Take From The Poor Nyika Yese Haina Magetsi Ccozy Of You Saka Chimboenda Wonomhanya Or Unozvisiya Wangodonha Ne Fat Yakawandisa

True riches is when you give others platforms to flourish not when you take away from the less privileged and clandestinely and fraudulently make your way to the top

June 03, 2023

Vakaita DNA Wani Mazimba Oti Zvimwe Hazvibvunzwe Mwana Wa Greatman Kufanana Na Sulu Chimbetu Heya Heya

Inga zvinonzi vakaita ma DNA akabuda ari wa greatman wani 🙄Pane ane song yaTuku here yekuti zvimwe hazvibvunzweHiiii nhai Mwari ko kufanana 🤣🤣🤣ndopaunonzwa kakadzi ka greatman kachiti nyweee nyweee nxaaa ane hutsinye

June 03, 2023

Vanhu Voti People Will Never Take Kettina Serious Dai Aita Register To Vote Isu Toti Mebho Totomuda Akadaro Arikutogadzirisa Nyika

Takatomutora serious kare. Ketty has finished her mission kare and vacho that were targeted by her message which is vanhu vema rounds, potential vanhu vemaround and macompany vakatonzwa message kare and they are staying clearance of maitt which was the goal. The rest is entertainment and we are here for it nema stars ✨ zvese 💃💃💃💃💃💃💃 go ketty goDai Ketty achitomhanya neregister to vote zvirinani, izvi zvemaaudios azvishande and taneta. People will never take her serious cz anonyanya zvinyadzi nekakusakwana so, izvezvi nyaya dzemari yemaround akangozvitaura 2days zvikashaya basa cz akungohumana. And vese vezvikwereti vakaenda kwaari chikiti achangoti endayi mobhadharwa kufacebook 🤣😂😂. Corruption yemuZim ungazoigona here iwe hakowo kettina🤣🤣🤣ana Hopewe

4 5 6 7 8