Wednesday, October 04

News

July 17, 2023

Bee Wezhira Unoshaya Old News Nyaya Dzemuchato Wako Taneta Hatisi Kuenda Ku YouTube Konoona Mazimba Ojamuka Oramba Kuitiswa

Old news we moved on lolKunoitei they are not sviribrities no content apo better kuenda kwatete MidhuHavana basa ava that's wy they wer dragging it for YouTube viewstozvionera kuno someone wil bring

July 07, 2023

Julius Malema Tells Zimbabweans Go Back Home & Vote Torayi Nyika Yenyu

Julius Malema, the leader of South Africa's Economic Freedom Fighters (EFF) party, has extended an invitation to Zimbabweans residing in South Africa, urging them to return to their home country and participate in the upcoming national elections. Malema emphasized the critical nature of these elections as an opportunity for Zimbabweans to select their own leaders and address the challenges of poverty and instability that the nation faces. Recognizing the significance of personal responsibility and civic engagement, Malema encouraged Zimbabweans to exercise their right to vote rather than placing blame on external factors for their struggles. He emphasized that the power to bring about change lies in their hands, urging them to use their voting power to make a tangible differen

July 06, 2023

Video Mhosva Otsanangura Zvakaitika Ne E-Creator Nyaya Yekubiwa KweMari Dzevanhu

Kana vanhu vauya vachitaurawo side ravo tinozvitenda.Ndiko kuti Influencer uku Mhosva..Welldone for addressing this E Creator issue and waita basa nekuchenesawo Madam Boss.Sorry tambokubhombai pano asi hatichade mbavha.Next time itai due diligence.MADAM BOSS and MHOSVA you are now cleared nezveE Creator chiregai timbofokasa nezvaMudhoto Joey dzanga dzawandisa nyaya dzacho dzehutsotsi zvanga zvaneconfusion.  

June 23, 2023

Pressure Yataipiwa Taitofunga Tirikuperekedza Vamwe Mukurarama Maitt Pavaitengera Vana Mabirthday Presents Emota Zvino 2 July Cat Family Motenga Chii Mai Vari Kujeri

不不不不不不pressure yatakapihwa unotoona sekuti you are unfit to be a parent vamwe vachipa vana mota pabirthday iwe uchitatarika kutenga cakePlease parents stop putting unnecessary pressure on kidz... Let kidz be kidz let them play and enjoy their childhood, don't use them as porns in your game of chess

June 20, 2023

Saka Madamboss Tochiudzwa Neguhws Kuti Wazvara Chokwadi Hamudaro Zimbabweans Not Happy After Makhadzi Leaked The Information

Saka iwe Madam Boss tochitoudzwa neguhwa kubva nanaMakhadzi kuti wazvara?Ichokwadi here ichi kana kuti Makhadzi wacho arikungohumana.Dzabu tabva naye kure achiri silicone tine kodzero yekutoona achidhonzwa musoro kuti abude

June 16, 2023

Kelly Khumalo Soecial Guest At Maiitt Wedding Oti Really Stealing Money To Fund A Wedding Mazimbabwean Makapusa Chokwadi

Kelly Khumalo laughing at Felistas Murata Let’s analyze this situation clearly. This drama started when Feli married Tinashe unexpectedly without order. Secondly borrowing money from Mildred that belonged to a deceased man and thirdly when the helicopter pilot died. The cake was upside down which is odd. It might look like a design but that represents the opposite of being upright which means chaos. This reflects that everything was set for her to be doomed. There was no blessing of any sort

June 14, 2023

Baba Vemhanza Ava Ndivo Law Who Is Trying Kuti Maitt Vabude But Njuga Dzarema Mhosva Dza Feli Dzawanda Vakundikanawo Nazvo

The lawyer who is trying to get her off the hookThis should be a lesson to all. Consider ur situation before committing. Izvi zvekuda kuzopa tumareasons twekuti usavharirwa hazvina deal. Kumedza bhonzo kutemba huro. Ndinevana  Ndinechirwere bla bla Pawaipara mhoswa waisaziva here kuti unezvese izvi. Waiti uchazoita sei. How many single and positive mothers out there varikugwesha coz they cant afford a flamboyant life style. Munoti havaidewo? Havagonewo kujuta vanhu here? They chose kutambura coz they know the consequences. Let her face the consequences. Dai akavhara vanhu achida kuwana mari yekuchipatara or yeschool fees better. Kuvhara vanhu kuti uroore murume??

June 14, 2023

Monalisa Magwenzi PP Wamaitt Ndiye Ati Uyu Haakwanise Kubuda Muchitokisi Rambai Makadzvanya We Need Justice

Maitt The PP Monalisa Magwenzi who received info that she may not be eligible for community service.

June 14, 2023

Mai Maketeni Vari Kuzama Kumira Nembavha Yavo Maitt She Is Trying To Look For Bail Money Vabude

Mai micheka ari kumbozama kumira nembavha yake gongomutoto ari kuti ngazviende zviende zvigoendaaaaa

June 11, 2023

Ketina Onzi Wakupererwa Unodziziva Here 12 Months Uchiuya Nenyaya DzaMaitt Chimbokwesha Zvingaka

Ichoo chakupererwa, unodziva 12 months iwe usina info uchiita yekutsvagiridza yenhema, souljah luv takamirira nyanya yake neyapilot, rega wakashandiswa naFeli wakadzungaira kuzotebga hembe不ko iko kuspender kumba kusiri kwako不zidununu, akakugona Feli aisakuudza zvelife yake too much wakabva wabuda usina infohuya hako ungotaura ana gomutoto vako 不不不不or siisi maisiriiri vakumbokutsvagira zvimwe zvekuti upenge nazvo palive

2 3 4 5 6