Tuesday, April 23

News

August 26, 2023

Nevers Mumba Lets Apreciate Varamba Kutengwa SADC Yazviramba Zvemahumbwe EZEC Ne Zanupf

🟨*SADC Observers Report*   1. Delimitation was a flawed and unconstitutionally executed process    2. ZEC failed ro release the Voters Roll on time for Candidates to Audit    3. The fee charged for the Voters Roll was restrictive to candidates    4. CCC Rallies were disrupted by the Police thereby denying the Citizens their right to Freedom of Assembly    5. The Patriotic Bill is unconstitutional as it attacks the Freedom of Speech    6. Kasukuwere’s disqualification was unconstitutional    7. The Nomination fees was restrictive (from 1000Usd to 20 000USd)       8.Sadc yazviramba zvemahumbwe eZEC neZANU. Kutitambisira nguva. Kwanzi chinhu ichi ngach

August 26, 2023

Nakamba Kubva Zvaakaonana Ba Dambudzo Akungodzungaira Muground Akaberekeswa Mweya Wetsvina

Panenge pafamba mweya usina kumira mushe, Kubva zvakaenda kuFarm akadzoka akaberekeswa chete, sezvakamboitwa gore riya futi ku Aston Villa       Arikungodzungaira mugroundIye ane dzungu blaz uyu,unoramba uchimhoresana ne munhu akaita kuti uwonekwe kunge rombe pa Villa apa

August 26, 2023

ZEC Chigumba Why Anounce Presidential Elections Ka Murikutyei Chamisa Akurovai Chematsenga Nzungu

Both ZANUPF and CCC are claiming presidential election victory.   The victory of either the opposition leader, Nelson Chamisa or the incumbent president, Emmerson Mnangagwa will be resolved through V11s.   Both the opposition CCC and ZANUPF said that they had polling agents at every polling station, so their victory claims shouldn’t be difficult for them to verify.   Any claim to victory without V11s is a waste of time.   To avoid unnecessary blood pressure, let us wait for the production of the V11s.Chamisa has won the presidential vote by a wide margin. They can’t explain it..Repeat of 2018 i believe politicians vanotamba nesu.       ndopaizotaurwa mabig grammar naadvocate Mpofu but malaba akapa Emer .Zimb

August 26, 2023

Zanupf Yoti Hatisi Kuita Mamwe MaElection SADC Snd AU Haritonge Nyika Nepen Nepaper Takarwa Hondo

Can SADC or AU run another election with their budget to avoid the intentional poor planning to rig and intimidation of voters , we don't want to hear that the recommendations given should be used in the next election, we have suffered enough we can't go with the same recommendations talk.         Something has to be done to allow the will of the people to prevail.we can't suppress the will of a country with recommendations and continue with a government they didn't vote for.       Chris Mtsvangwa responded on behalf of ZEC. It clearly shows who runs the electoral system. Making the situation worse for themselves.

August 26, 2023

AU And SADC Voti MaElections Aitwe Rerun They Were Not Credible

Zimbabwe’s election was not credible, reports today’s NewsDay-Zimbabwe based on SADC and African Union observer mission reports.         For the first time in Zimbabwe’s electoral history, the regional body SADC has trashed the election process using the evidence which was on show for all to see of shambolic planning, voter intimidation and suppression, and election rigging!       The central question now in the minds of many is what happens when an election has been declared not credible?

August 23, 2023

Dambudzo Munangagwa Achivhotera Chamisa Kukwekwe Aiwa Arikutotya Mazimbabwean Ajamuka Haachade

Mutungamiri webato reZanu PF VaEmnerson Mnangagwa vachivhotera CCC nhasi kuPricarb farm muKwekwe. Mifananidzo ina Mlondolozi Ndlovu.       Mukuseka zvenyu asi ED akahwina kuchachemwa nenzara muZim already yakutoverengwa panyika dziri very poor in the world. Zvinotopisa tsitsi hapana kana chinosekesa fungai kuti muzvipatara hamuna mshonga akawinner dzimwe 5 years chii chichaitika already zvinhu zvakatosunga kudai.         We have already lost it😢😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭ballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper 📄 vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haaaa shem Zanupf Mwari ave nemi chokwadi

August 23, 2023

ZEC Itai Vanhu Va Vote Mushe Zvekuti Hakuna Ink Zvazodai Rave Drama Tinogara Kusvika Zvauya Tavhota Zimbabweans Not Happy Check Zvirikuitika Kuma Centers Aya

ZEC why honestly MOTi mapaper anopera na8 pavoter vanhu vangani nhy Ko hamuna kutarisa number yevanhu vakaregister hre so 7 dzikakwana tisati tavoter muchaita sei nesu mbavha dzenyika uuuum musadaro Harare veduwee     Foreign observers naiyo SADC yenyu yogozopa report kuti elections were free and fair pakadai. Vakomana kaaa. Musadaro imiZEC itai zvenyu nhau yekuvoter kwevana veZimbabwe kufambe mushe imbomirai mahumbwe haadi pazuva rakakosha ndozuva rekutaridza kuti makarongeka makaenda kuchikoro izvi zvamunoita zvinotaridza kusadzidza mabasa acho makapinda sieko nhayi imi cy kuudzirwa zvekuita pabasa renyu     Same with Bulawayo, Nkulumane hakuna ink... Sei zvisina kushaikwa kunana Uzumba... Now people will give up vodzokera kudzimba... Imagine less th

August 13, 2023

Tytan Achikwirirwa Mukadzi Akatarisa Chokwadi Mupfanha Uyu Chii Chaizvo Kushoresa Zimmen Kuda Life Yakapfawa Senge Honye

Tytan mukadzi zvaachatokwirwa wakati favava 🤣🤣🤣. Zemo rinamai Ava ita plan mufana iwe Congo dust urikuishaya here ikoko utumirwe 🤣🤣🤣   Aaaaa a whole married woman acting live shez on a bachelorette party🤣🤣🤣😅😅 hayas zvimwe zvacho is uncessary .Olinda dzokera unobatwa chiuno uko you only live once 🙌🙌🔥🤣🤣🤣🤣🤣🤣Kkkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣   Olinda dzokera unobatwa chiuno uko you only live once 🙌🙌🙌🙌🤣🤣🤣🤣Striper rinoda pa bachelor party with your few girl friends not pachaunga icho and married tooTytan anoda soft life ndosaka ari kusvirirwa mukadzi achiziva, he has nowhere to goIts sad guys, zvinorwadza. Dai aapplier awana cos rake hake otanga kuita life yake. Chii chakadaro

August 12, 2023

Tatelicious Outukwa Hauzi Kunyara Here Dzabu Akafanana Na Ngoni Kuita Mabuns

Tatelicious Karigambe-Sandberg makuhwa enema uchaarega riini nhai .. zvawaiti mwana ndevaBaba vaye vekumusangano ende uchafa uchingorikitwa kkk zvawakaitwa   Joni zvishoma ah hameno ramba uchidero hako, usati hatina kukuyambira , guhwa haridi munhurume😇😂😂😂 imi hakuzive kuti kwini i Entertainer 😂😂😂 problem munenge muchida kuti zviite shuwa museke .     Ngatingosekai tochiziva kuti pamwe ijoke pamwe ishuwa l mean it’s social media nothing too Kuita mazi buns kudaro...Dzabu ndi baba vake zvake paari..so beautiful👌👌❤️❤️❤️❤️❤️ Hope ana tatelicious, evidence & crew vadzidza kusangounza wrong guhwa kkkkkk     Boss chimhamha chinonyaradza Marema nekuprinter maCopy amhofela big up Sokostina .ch

August 11, 2023

Zimbabwean UK Based Tik Toker Dudley Tafadzwa Popularly Known As Drag Killer Hanzi Akabata Mukomana Wechidiki Chibharo

Zimbabwean UK based tik toker Dudley Tafadzwa Mudoti popularly known as Drag Killer is alleged to have molested a young boy. According to close sources he was left to care for the young boy and he instead allegedly went on to molest the minor aged 12. “Akasiirwa mwana to babysit in good faith munhu akubata mwana, the parents only found out after the boy started getting violent and secretive. He only opened up after the mother convinced him to speak,” said the source. All efforts to reach Dudley were fruitless

1 2 3 4 5