The Return of Kembo Dagish Campbell Mohadi VaMohadi avo vakabva pachigaro muna 2021 mushure menyaya yavo yekuvhura zip nekukara mabhebhi zvikuru sei echidiki,vodzoswa pachigaro Zviri pachena kuti VaMnangagwa vane matrust issues Zvakavaomera kuti vo replacer vaMohadi nani asiri power hungry VaMohadi havana political power base saka havasi a potential threat politically,so it's easier for ED to count on his loyalty Its the same reason why Opah Muchiguri was made minister of Defense She is probably the most powerless defense minister Zimbabwe has ever had T
Today marks 4th year since the Legend departed. May you continue to rest in peace Gushungo๐ฟ๐ผ. #RobertMugabe Ndovakakonzeresa zvose izvi kutambura kudai ndiye mugabe go to hell Ndivo vakati sira nhamo ava Dai vakasiya tsvangirai akapinda paakahwina avadya asi nekuda kufira pachigaro sezvikuita vamwe avo avagute mariMakatisiya mumawoko ebenzi zororai murugare Gushungo Mmmm dai munhu aimutswa ndaikumutsai hangu tazotambura Gushungo countie to Rest in peace our Hero
From Political Defeat to Green Triumph: Temba ‘Bhuru’ Mliswa’s Astonishing Cabbage Farming Journey Temba ‘Bhuru’ Mliswa’s astonishing cabbage farming production, rocks social media. Recently Mliswa lost his Norton parliamentary seat to Richard Tsvangirai, son of the late former Prime Minister R.M Tsvangirai. His latest video shows that he is unfazed with the loss and has embraced a new career path. From Honourable Member to Cabbage Producer In a lighthearted statement, Mliswa expressed his shift in focus from being an honorable member to becoming a cabbage producer, demonstrating his dete
Amai ava vanonzi Alice Garo vaisei paminamato vakwanisa kupunyuka mumoto wauraya vanhu 63 mu Joburg mumoto uri kuramba kudzima nyaya iri kudzimba moyo ndeye kuti havasati vawana vana vavo vaviri mifananidzo taisa mu comment section๐ Mitumbi yawedzera vamwe vanooneka vachiridza mhere nekunamata vasati vatsva vamwe vachisvetuka nekunotyoka
Anogona ane point but if he has something constructive to say he should go directly to chamisa himself and give him advice, not to do it publicly it confuses us the people that want change and are expecting chamisa to bring us that change. The fact that he says it on social media means he undermines chamisa period. Hakuna constructive criticism pa social mediaA man of facts plus you should attentively read his posts very to get his sense Majaira Shona kaa๐คฃ๐คฃ๐คฃUyu manje ndiye munhu anotaura chokwadi chisinei nekukufadzai but anotaura zviripo our problem as Zimbabweans toda kuti zvatikufungidzira ndizvo zviitike izvo zvisirizvo zviripo paground thats why tozopedzisira taneheartbreak coz zvateti
Takasa zvita Hapana Mumwe Munhu Achaiya or imwe Nyika ichauya zoti Batsira Takatya Tisu Tichakwarira mukati Generation ichangofa Pasina Chainacho ,๐๐พKusiri kufa ndekupi #zimyouthmovement We have To Raise our Voice and say no to ZANU PF. #ZanupfMustGo Signal Loading........ Signal Loading........ #OccupyHarareStreet #OccupHarareStreet #ZimyouthMovementHandidi hangu kuHotSpoter vanhu ruvengo but dai takabatana chaizvo nenhamo yataoneswa neZANU dai taita action and Action yacho inofana kutangira pakuita Unfollow ana Java nana Holy Ten. Vanhu ava vari kufarira kiutambura kwedu chero ivo zvavo zviri right and vakuita Mari nekuvaFollower kwatoit
America inoti yave kutaura nevatungamiri venyika dzemuSADC nezvekuri kunzi nevakawanda kusambiswa zvakanaka kwesarudzo neZEC. Inoti pane mashoko kubva kune mamwe masangano akazvimirira oga ekuti vamwe vamiriri vemapato ezvematongerwo enyika vaimanikidzwa kusaina magwaro ekubirira mukuverengwa kwemavhoti. America yakurudzira ZEC kuti inofanira kuburitsa zvakabuda pose pakavhotwa kana kuti polling station kuti pasaite mutauro. Asi hurumende yeZimbabwe iri kuti ko America inodei pahuku yemweni? Munoiona sei nyaya iyi?
๐๐ผ ๐ญ๐๐ ๐ฟ๐ฒ๐บ๐ผ๐๐ฒ๐ฑ ๐ฎ๐ฌ๐ฎ๐ฏ ๐ฟ๐ฒ๐๐๐น๐๐ ๐ณ๐ฟ๐ผ๐บ ๐๐ต๐ฒ๐ถ๐ฟ ๐๐ฒ๐ฏ๐๐ถ๐๐ฒ๐คฃ๐คฃ๐คฃ kuita kudzura ๐Zvakaoma zvezimbabwe munhu akaroya Zim haana tsitsi akanokora tsoka akanoikanda mugungwaLet me explain .maresults akabuda aye have been calculated aita 103% all together instead of 100%. So which means haasi echokwadi . Chigumba said anoita zvaaudzwa ne parliament which means she is working under threat. .bhora musango fake results sadc refused to sign president in so hatina president . Zanu have to talk nicely to chamisa now he is their last hope ๐คฃ๐โ๏ธโ๏ธโ๏ธโ๏ธZec yabvisa ma results pa website pavo saka at
Good Morning Munhu waMwari, one munhu akanzwa Izwi rechokwadi kare ,akatirairidza zvese izvi nekupera kwazvichaita..as Zimbabweans we should protect this guy ..agreeing or not who cares,i thank Jah Jah that he is one of ours..the only one who speaks the mind of God after the Late Evangelist Chiweshe..๐๐พ๐๐พ๐๐พ Chokwadi munoti henyu hee mwari matirasa Zimbabwe,,, munoda mwari vadii kana tiine mbeu dzakadai ๐ญ๐ญ๐ญ
Joanah Mamombe orakasha vanhu paHarare West kunge ari kuUzumba Marambapfungwe neku nzimbe Well done our beautiful womanThe below defeats are mount watering. …. Temba Scot Mthuli Marvellous Lord!Well done girl well done let them pack n go well done girl tell them people didn't want them before come on citizens of Zimbabwe congratulations