Joburg Mwana Odya Muchetura We Russiaan Sossage
- May 21, 2025
- 110
Food poisoning Case in Joburg Zvirikunzi mwana uyu akaswera achitamba zvakanaka nevamwe nezuro asina kana panorwadza then akazongoti kuna mai ndave nenzara mai vakanotenga ma russians 2 vakatopa vese vari 2 neuyo umwe mwana ... apedza kudya zvinonzi akatanga kurutsa zvinhu zve white asi kurutsa kwacho kwaitonetsa akatanga kubuda furo mumuromo nguva iyoyo vakazama kumhanya naye kuchipatara asi zvinonzi vasati vambodii mwana akabva ashaya pakatozouya ambulance mwana zvinonzi ainge atoshaya. Vabereki vacho vese hapana anemapepa zvirikunzi pavatoenda ku police for po...
AFRO-FUSION artist Ashton “Mbeu” Nyahora has been issued with a warrant of arrest—four months after he was involved in an accident in which he is being accused of negligent driving. The accident happened in Harare on New Year’s Day. In the last four months, there have been attempts by the motorist, whose car was hit and damaged by a vehicle which was being driven by Mbeu, for the two parties to resolve the dispute.AFRO-FUSION artist Ashton “Mbeu” Nyahora has been issued with a warrant of arrest—four months after he was involved in an accident in which he i...