Celebs

April 03, 2025

Vanhu Varikutengesa Mutoriro Guka Vakuru Varo Ndivo Ava Sei Vasingasungwe Humbowo Huripo Uyoo

Nyaya yemaDrugs yanetsa. Cde Blessed Geza exposes mazita evanhu vari involved in importing drugs into Zimbabwe. Ichokwadi here ichi?           Vanhu vachingosungwa left and right🤣🤣🤣 there is no looting apa register a company and submit tender bids ,newewo uitewo mari🤣🤣🤣 these guys are taking advantage because its an open opportunity and most bimbos are not informed about tendersHe is telling the truth but vaari kuudza vacho manji vamwe varikutoti anopenga

April 02, 2025

Ngwere Opinzwa Busy Neku Disser Wicknel Chivhayo

Ngwere yemunyoleni one munhu akalaza murunguThanks Ngwere I didn't like you that much but apa you gained a         daily follower not a weekly one 😂Kkkkkkkkkkkkkkkk hatikumbire mota dzechigananda kkkkkkkkk 🤣 pulllllllllloooooooooo my Ngwere

April 02, 2025

Wicknel Chivhayo Opa Dorcas Moyo Mota Nekusvotesa Kwaakaita Ma Zimbabweans 31 March

From Johannesburg to Masvingo my Playlist Dorcas Moyo 🔥🔥🔥. Keep up the Gospel burning mama Moyo kana aripo asina kumbotadza ngaakande dombo anodaro hake Jeso achiziva kuti vese vakanga vari vatadzi pamberi         pamwari.Some people are just good at kushora Zvavamwe and most them unongozikanwa mucomment section chete. Mai Moyo worked kuti vasvike pavari. Zvavaka sangana nazvo zvikuru kudarika your silly words mahaters. A normal christian haamborwadziwi navo       unless utori musatanist chete. Ma followers ari genuine akabva navo kure tiripo not zvetuvanhu tusina kana voice kurwadziwa nezvishandwa zvavo nonsense mhani pengerai kwamaka Tenga fodya

April 02, 2025

Tatenda Wekuda Kupa Sir Wicknell Chivayo Sofa Anoti Avekukumbirawo Mabodyguards kubva ZRP because Ave PaMa1

Tatenda Wekuda Kupa Sir Wicknell #Chivayo Sofa Anoti Avekukumbirawo Mabodyguards kubva ZRP because Ave PaMa1Blaz ava vachaenda Kure ne acting, so vakut kut porisi ribve ku office robva ratanga kumuchengetaEhe anoda kurohwa zveshuwa kkkkkTengesa sofa         utsvage body guard 🤣🤣🤣Arikudawo mupurisa weDay anofamba naye nepfuti iri loaded pese paari newe night shift anomuchengeta akarara😂😂 munyika ino here mukuruZimbabwe inezvipo zvakasiyana siyana zvekupenga 🤣

April 02, 2025

Mnangagwa Zvayendwa Bye Bye Last Signal From Geza

Geza Oti Mnangagwa Ave Dangerous Kunyika Arikungochinja Ma Army General Zvaada Parizvino Ngaaende🇿🇼🇿🇼🇿🇼🤪🤪Geza Oti Mnangagwa Avekupenga Mental Healthy Haachina Pfungwa Doctor Wake Akataura Zviri Serious So Matsotsi Akushandisa           Izvozvo Kuba Iye Achingo Signer Ngaaende 😳😳😳🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🤪🤣🤣🤣🤣🤣ZanupfGeza oti Mnangagwa Arikuenda Mangwana Arikubva Pachigaro Nekuti Avekupenga Pfungwa Njere Kurasika Pashata 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🤪🤪🤪🤣🤣🤣🤣

April 02, 2025

Geza Chibaba Icho Sinal Yauya Manje Chatsva

Cde Geza is addressing us shortly. Hondo yakuda kutanga manje.         Will post vedio shortlyNow Geza akuchiita action manje, ndodzinonzi politics dzavakuita manje, kurasisa muvengi, unoudza vanhu kuti na 20:30 ndouya ne live, chero VaMnangagwa vobva vatotengawo data vomirira kuti         Geza achataura iye obva atadza kubatika zvake. Ndosignal manje iyiGiving your enemy too much information by pre emptying your plans in advance isn't a wise thing to do,Is it?Just do surprise attack, I'm tired 😫 of this announcements eeeeeeiiiiishhh

April 01, 2025

Kombi Driver And Conductor Vobiirwa Combi Simon Vengai Muzenda Rank

A kombi driver and his conductor lost their vehicle to a thief at a service station after leaving the keys in the ignition while they went to buy food, a court has heard. The incident occurred on March 17 at around 8 pm. Edmore Charinda (42), who was employed as a driver by Albert Nahimana, was with his conductor, Bernard Nyamata.       The two were on their way to the Simon Vengai Muzenda Rank in Harare’s CBD to load passengers heading to Hatcliffe in a white Toyota Hiace.       Upon arriving at the Engen Service Station opposite the rank, Charinda left the conductor seated in the kombi and went to buy for food, leaving the vehicle’s keys in the ignition. Boneyem Mafumo (44) took advantage of the situation, got into

April 01, 2025

Mukomana Ai Prote..stor Nezuro Vamutora

It's so sad we can't exercise our democratic rights that's why you see people not participating may God intervene       Amanaka let's hope akàtorerwa dzimwe nyaya, zva Geza kutozvionera iye akatohwandawó n obvious haamo munyika, lets hope is safe and sound vaive ku temple run hope hamuziikanwe

April 01, 2025

Nick Mangwana And Zanupf Musafarisa

'They are acting like they did something. Whilst they were looking out from a window Hana dzichirova kunge dzema dzvinyuIt's so sad we can't exercise our         democratic rights that's why you see people not participating may God interveneAmanaka let's hope akàtorerwa dzimwe nyaya, zva Geza kutozvionera iye akatohwandawó n obvious haamo munyika, lets hope is safe and sound vaive ku temple run hope hamuziikanwe

April 01, 2025

Vourayana Pachavo Ma Zanu-PF

INSIZA North Legislator, Cde Farai Taruvinga, has died at the age of 54. The legislator succumbed to cancer. Matabeleland South ZANU PF Chairperson, Cde Mangaliso Ndlovu, confirmed that he had been notified of Cde Taruvinga’s passing.the ZANU PF         Insiza North MP and a prominent gold dealer in Filabusi, Matabeleland South, has passed away at the age of 54. According to a Zanu PF official, Taruvinga had been battling illness for some time. “         Cde Taruvinga succumbed to cancer yesterday at his family home in Hillside suburb, Bulawayo,” said the Zanu PF official. Taruvinga’s passing has sent shockwaves through the community, with many remembering him for his contributions

8 9 10 11 12