Friday, May 17

Celebs News

September 02, 2023

Jackie Ngarande Oti Ndakabviswa Kufudza Mombe Kumusha Izvezvi Ndave Mugari We America Aiwa Mwari Akanaka

Mukationa tichifara kuti Mwari vakanaka, tinenge tichiziva zvatakaitirwa nekwatakabva akuna anokuziva,Fanika seni ndakabviswa kuchinzunza nekuchakona kwandaifudza mombe naamai vangu 💔,           Regai nditi Mwari munondigonera ini nedzinza rangu rese makatirangarira 🙏🙏🙏.       We know hazvishamisire chokwadi asi kwatiri minana.God of Miracles.           Nyamatsatse Nyeredzi Inoyedzerwa🙏🏾🙏🏾NdiMwari anosimudza marombe kubva muhuruva... NdiMwari vemunana... Zvikashamisa havasi Mwari... I like your humility Jackie... Mwari arambe achikorapafadzai Soko... 🔥🔥🔥🔥

September 02, 2023

Rutendo And Ketina Voburitsa Papers Of Olinda Company Yakavharwa Nekuda Kweku Scammer Vanhu And Also Victims

Loveness oti " Good morning 🌞can we go deeper? Musapihwe pressure imiI knew my darling Loveness haaizotirasisa...now that you have collected info yati kuti malive aya ava kuzonakidzaI am coming live later with some other victims of olinda chapel's fraud victims            Sadly they are very scared of her vamwe vakazongoinowewa vakazoita plan vatoo mu uk please if you no anyone who was roobed by her come to my inbox musatyisidzirwe nemalawyer it's your money demand it from her bring all audios and the once with proof of bank deposits huyai pasi nembavha iyi           Waitangirei musindo musuri iwe mbavha flaunting designer staff uchibira vanhu varikutambura neni uchati ekeThe bottom l

September 02, 2023

Themba Mliswa X Baby Mama Susan Oti Themba You Are Sweet PaZvese Ndakuregerera Chidzoka Murume Wangu

Susan Mutami Themba Mliswa Ndakuregerera Onyora Tsamba Yake       @TembaMliswa I didn’t know you are such a sweet father and thank you, I forgive you publicly.           @maguranyanga, thank you for all your help in working overtime trying to resolve our issues. I’m looking forward to having DNAs and a healthy co-parenting relationship.

September 02, 2023

Varume Mapindwa Neiko Chaizvo Comedian Mazepe Obvuma Yes Ndakarara MmNa Swagger Ndiringochani Izvi Zvarwadza Mukadzi Wake

Mazepe aitorarawo naSwager achifunga inoita secret hr kkkk haasi kumuziva anovhurika manje           Ma Zepe pawairara na Swaggar waiti urikurara nemukadzi wako here??usatsvaga mashoko ma ZepiTiriko kwasisi baba tanya uko mazepinekisi akuvhundusira svagaa hanzi ndoda kukuuraya zvakaoma chaikuda kana chokusema🙌

August 31, 2023

Zimbabweans Oti Hatina Kukanganwa 2 September Munhu Wese Kuground Tirikuda Nyika Yedu Ibve Muudzvanyiriri

Saka tose sevana vevhu tazowirirana kuti we a REJECTING ma election akabikwa ne zimai iri nhaika?            We are not getting younger. Tochembera here tiri diaspora? Tochembera here tisina kumbobata payslip muZimbabwe? We need a functioning country! We need a change of leader NOW.          Takuda kudzokera nyika yedu. Nyika haisi ya Dambudzo mhani. Dambudzo we don’t want you. We reject you! Holy Fire 🔥 descend upon our EVIL oppressors!! 🔥🔥🔥

August 31, 2023

Zimbabweans In South Africa Votenda Moreboys Munetsi Nekubatsira Kwaari Kuita Iye Wacho Oti Nfiri Mubatsiri Mukuru

Ngatimbopei chipo chekutenda murume uyu basa ranobata ihombe chaizvo kubatsira hama dzedu dzinenge dzawirwa nedambudziko anomhanya mhanya kusvika vanhu vabatsirika           Mukoma Moreboys. Ndivo vanhu vatinoda mu community ava. He is very humble as well.         Moreboys GreatHope Oti "I came to SA when I was very young and for what I am today kubatsirwa nema strangers.I am always available to help our community.Some of the burnt bodies I will be repatriating free of charge.We are busy organising food for them .   I am saved to serve

August 31, 2023

Mhosva Onzi Akaromba Anga Azovaka Ziimba Iro Sei Ana Tyra Hava Kana Mastand Muindustry

Mhosva akaromba chete anga azendemura zimba rose iro zvarini munhu aizvitamburira kucapetown uko achichengetwa namecky vana tyra vakashanda kare avo vachiri kugara dzimba dzana sisi mhosva huya pano utiudze kuti mari wakaiwanepi hakuna           23years yati yavakaMazepe akataura Wani kuti akaudzwa naSisMecky kuti Mhosva akanoromba Nigeria          Puroburemu yenyu munokuza vano haya mota zuvaly nekuchinja hembe vachirasa mukana hwechiceleb. Regai ashandise wake mukana.

August 31, 2023

Cleopatra Mwana WaChigumba Wekutibira Ma Election Anodzidza KuScotland All These Zanupf Zimbabwe Its Their Grave Yard Havagaremo Munhamo Zimbabweans Tichamuka Riiniko

Uyu wamurikuona uyu anonzi Mukai Cleopatra Chigumba. Mwanasikana wa Priscilla Chigumba we ZEC yekutibira ma election mu Zimbabwe.She is studying ku Scotland.         Mazivanhu aya anobatsira Zanupf kuba ma elections, vachiparadza hupenyu hwenyu nevana venyu ma citizens. Asi ivo vana vavo vachivayendesa kuchando ku Europe. Havana basa ne Zimbabwe. Kwavari Zimbabwe ndeyekubira neku vigirwa kana vafa se grave yard.         Kwavari Zimbabwe ndeye makuva.Yaaa vamwe vachitadza kutoenda kuXul mamai chaizvo ini ndongoti Ed akawana mazungairwa ake and he can do whatever he wants anytime and hapana zvamunomuita Saka regai vana vavo vabudirire mapenzi ndisu nemasoja edu          What hurts me

August 29, 2023

Priscilla Chigumba Oti Zimbabweans Murikutadza Maths Musawanze Kupopota Takayogona Basa Hamutiudzire Basa Redu

Priscilla Chigumba  Take your time and add the numbers, they add up to 100%. Check your Maths, Thank you       Elections in Zimbabwe will never be fair and it will forever be unless some miracle happens. I feel so sad for you guys.

August 29, 2023

Zuva Habane Oudza Tyra Macelebrity Ivai Nemoyo At least Ngatisarwadzise Vanhu Vanechironda Chezanupf Yakaba Naresults Let's Be Kind Kumafollowers Edu

In these difficult times where the masses are Angry hurting and very sensitive, Dear Public Figures and felebritries ngatingwareyi tive ma sources of Joy & comfort tivaraidze vana vemuZimbabwe Kwete kuvadzimbira with insensitive comments! If you have nothing good to say Be Quiet!        Do not insult people’s intelligence with your big platforms. Please Practice Emotional Intelligence Nokuti Comment section ndoVarungu Manje.        Ndatenda       ❤️❤️❤️ It is well Zimbabwe ❤️❤️❤️Guys listen ini hangu I know kushata kwezvimwe kunaka kwezvimwe        Just because the election results do not affect you directly, hazvirevi kuti it’s

6 7 8 9 10