Achema zvekubudisa nedzihwa dema dema refodya yemhuno yaasvuta🙄 Nhai swagger kana zvanetsa enda unorima fodya kumusha uko than Kutambura kudai 😄😄 Kane hunyope ndozvakanopfekera madhirezi munhu rume kuda kupemhaKanotuka vanhu vanogona kutsvaka mari kanhu ikaka iyezvino kari kudya sadza nesalad Pasina kuti chii kana kuti chii swagger hapenge here chaizvo chaizvo kuita siyelele chaiyeVakadzi ndimi muri kunyanya ku follower ngochani muchiti hee Queen heeee mother muchachema henyu dzakukutorerai varume
Needing health check red lips 👄 and mapundu her intestines are on fire 🔥. Hello pachirongwa nemadhara eZanu anumukwira 🤣🤣Ummmmm pressure yavanopa vanhu ne filter ma1🤣🤣Ko ndoface yke chaiyo nhai🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Asi akurwara??, chete pic pasina firita rinokuburutsa zvauriMalips ayoo AIDS zvayoo yooooo muromo wakatsvuka nei kudaiiii MAKEUP..WIG INSTALLATION..PLUS FIRITA CAN DO WONDERS HOOOShe just looks tired and unwell endai munoona live.Screenshot rangobuditsa angle isiriyoMa lips kunge apiswa ne chi gusvani Che fodyaKunzwa musoro kutema mukoma handiro tambudziko mukoma 🙆🏾♀️. Nhai imi🙄Mwari woye zvavachauraya vanhu nepressure ye firita 😂😂😂😂Miromo iyo ikati irikubvumwa hayo nezvimwiwa zvekuchipatara😹
Muzuva ranhasi ndinoda kuti kuna Freeman sorry hako nekukuti unonhuwa weti.Ufunge hako dzimwe nguva semaghost tinoenderera ende hatina kana pekugumira but I realise that some of the things we say actually affect you guys as celebrities/socialites/public figures Sorry hako ufunge plus ndina new bae anoera Mhofu anokuda zvekudaro anogara achindiimbira song yako iya yekuti hee unobvuma here kuva Mai Mhofu hee wat wat.Imajeni akazoziva ndine kaghost kanoswera kachitaura zveweti dzako. Sorry hako Freeman please forgive me😭Kana wandiregerera huya uise like papost ino kana uchiri wakatsamwa isa angry face😭Zvako Changamire Roxy zvinoonekwa kuti majokes manje zvaBete naMukando nerimwe rainzi Jeyline rakachinja zita unotonyatsoona kuti urwu ruvengo chairwo r
Zvibage two 😁😁😁😁😁 nox kuita kunge tatelicious along side amai gamu mukadzi azvizode kufanana nababa vako Wekutorerwa Nox na Amanda here uyu wekutenderedza warume joburg yese hameno zvangori uyu cde dust Hayaas face yaKnox inedzimwe nyaya dzekudhara dhara dzainotaura iiiiiVakomana vezaka vanoshusha sevanhu vakakura vasuffer vanoda kusaffisa munhu weseLooking good Amai Gamu 👌😘 Amai ava vakabva vatanga kutsvukirira kubva zvavaka siyana naNokusi, kakomana aka kanenge kaishusha
Vanhu makakwana here? Munoti hee Olla deedza Shema TV, Olla haadeedze munhu , anoda kuuya ndiye anoudza Olla that's how it works Vese vamunoona vaenda ruzhinji ndovaka approacher Olla , akazvitaura kuti vanhu vanophona voti vanoda kuuya manje ne pride ya Shema tv she can't do that Usanyepe anotodaidza then u choose wega unoda hre inga paye mhofunwakaramba kuendaShema akazviitira ega brand name yake asina kumboenda kwa Olla Saka kune basa reiIt's actually the other way round and vanototi bhadharwei to feature ipo paya vamwe vacho.
Zveupenyu hazvinzi ndaapamusoro hee wat wat ..Mwari wanomuka wakazvishandura zvese saka usafurira tarisai uyo.its good to appreciate vanhu wamakatanga navoHandione zvichiita kuti urambe uchiposta vanhu ava.Ndiwe wega wakaita zvine musoro ukabudirira necareer yako zvinoyemurika chose. Usade kuvayeuchidza avo kuti vakakundikana mulife.One arikurumwa netsikidzi kuChikurubhi, Gonyeti ndakapedzisira kunzwa zvichinzi amwiswa mvura yemuchemba ine manyoka.,Maggie akungohurawo nevarume vevanhu .Vese vari 3 hapana chisvinu chakabuda saka uri kuvaposterei? Kuda kuti vatange kuchema chete. Posta Dzabu kana washaya zvekuposta.Takangomirira kubva musi wa12July kuti tiwone face yake..Ndiwe waposter kupage kwako now wakuuya uchitaura zvisina basa kuno kumafira kureva uri kakangam
Roreni Guyo hakusi kuti chiiii kna kuti chiiiii dhishi iroo harichaiti unoroorwa sei irodhishi rakadai,,,🤒 The way I want to see dish rekumba kwedu resimbi soo raimboshandiswa namom vanqu vachrivapenyu soo ndotobva ndanzwa kunqa ndrikutovaona so siyay Lorraine akadero it's normalAsi hamuna vanhu vakuru kudzimba dzenyu here. Vana gogo wedu havadi nezvnhu zvavo. Wangu kutovatengera chinyowani vanoshandisa for few days vodzokera kune chavo chekare . Dai muchimboziva kut chembere idzodzi hadzidi nezvinhu zvavo ka unototenga newone rikasendekwa uko vanoda iroro rakanamwa🤣🤣🤣🤣dish iro rakakosha kumuridzi waro ipapa ukatotenga rimwe iro havatodi naroNderake hr dish racho, musaite kunge musina ana mbuya, ana mai vasingarase chinhu nyangwe chasakara zvine
Mukomana achingopinda ,the use of filter must be banned with immediate effect........imagine Kiky badass akapara mhosva otizira kunedzimwe Nyika🤷🏽 kutomushaya.Akuita kunge grant manje Asi akafanana nJudas IscariotBhachi nemusoro kuita hondo kudaro pamunhuBut mai mudhoto face yavo ungati chimodho chadonhera pama rasha🤣🤣🤣 Mukomana achingopinda ,the use of filter must be banned with immediate effect........imagine Kiky badass akapara mhosva otizira kunedzimwe Nyika🤷🏽 kutomushaya.
Mhamha vedu swagger varikuchema chema nemari yerent hanzi nasi ndi 3 saka batanidzai mari before 5 tivakandire.One ngochana yakafarirwa muzimbabwe 🤣🤣🤣 sei uyu musingamutuki lala wenyuVanhu vanoda zvinhu chokwadi kupedzera data kuona face inenge takaiswa muplasticVanomukirira live 4hrs masikati 2hrs manheru 10hrs ahhhh zvakatoomera vazhinji ngaone ykutamba Ave munhu mukuruIvo vanomupa mari ndivananiko nhaimi vachitadza kurisiya riende kubasa koenda vamwe varume😂😂kune kurudiwa muskana westay inn mukat haana kutiza kunyaradzo here uyu chitunha chaichoMai vko vakaona uchiti mhamha kukamunhu aka ucharipiswa 🤣ingozi hombe chaiyo 🙌
Thank you Olinda iiiiii Tytan kaive katsoko zvako shuro yemubhuku aitsvaga raramo Hona chikomana chachinja zvirikuratidza chikudya magrapesAww sweet mama Oli varikugona kuchengeta babyHaa apo kanga kari kamkono ketsambara🤣Ukaona tsikombi or mvana mugroup muno uchisaiza varume varikuzvigarira nevakadzi vavo bata moyo wako uchiti ndiri musemwa mukusanyengwawo 😀😀