Celebs

June 11, 2023

Patricia Jackie Itoriwo Mbavha Asi Anoseka Vamwe Akaba Bhutsu Memari Pamariro Kumba Kwa Dadiso Kuba Mari Yechema

Musazokanganwe kuti Pattricia Jack akaba bhutsu nemari panhamo kumba kwanaDadiso . Akaba bhutsu nemari yechema parufu. Akasiya akonzera keyosi yakasadharara ipapo neguhwa akatozoita kubvapo achidzingwa. Apo aiva angoendawo zvejende asingatombodiwi ikoko . Chake raive guhwa, kuba, kudya nekudhota chete🙄Akazopadzingwa wani akazhamba akunyebera kupemha mari yebus apo aiva nayo yechema🙆 Kana mazogara zvenyu Zimbabwe ine mbavha ndatenda zvangu🤞

June 11, 2023

Faith Candy Onzi Wakuti Nanga Nanga Na Tyra Makuhwa Anokukurira Na Snake Wanga Uchitonyaya Guru Ramaitt Asi Ndivo Vakaita Tikuzive Be Greatfull

Hooooo nhy ndosaka Faith wakuti nanga nanga na Madam Boss makuhwa anokukurira uchiti mudhoto usina zera

June 11, 2023

Zimbabwe Yose Yoti Sei Kusingaendeswewo Ana Anna Honde Bee Wezhira Vanongopa Vanemagaro Mabasa Ehu Ambassador Zvine Kahubhishu Izvi

Kana muchida kuona kuti zvine kachi bhishu mukati sei kusingaendewo ana anna nana bee why kuchienda vemidhoto mukuru iwe faith bata uchiziva kuti mrume wemunhu uyo wajaira ana king solomon uchingoti face inonzwisa tsitsi

June 10, 2023

Maona Here Kadora Ka Baba Harare Aiwa Vamhu Vavarambira Kuti Haisi Yavo Yavo Ihombe Check Blambi Yacho Zvakaoma

Iwe vane mukwimba vaye usade kunyepera vanhuusanyepe baba Harare vakatakura takabva neko unless kana ichizo shrinker with time

June 09, 2023

Maitt Anopisa Kudarika Tupac One Celebrity Rakaenda Walk Of Fame Zvinorwadza Vakawanda

Hollywood awards Tupac walk of Fame star long after giving MurandaGuru mukando.Iy just shows us cat family kuti Mura anopisa kudarika Tupac uye amoremera Hollywood.Hakuna kana song ya Tupac , Jay Z. Rgian or Beyonce inodarika Rita , kereke dhukeke or chiye Cha sisi vedi Fifi na Herimani.

June 09, 2023

Zvinonyadzisa Vanhu Venguwo Chena Baba Harare Vokoirisa Vanhu VaMwari Chokwadi Hayaa

Kana azopfeka uniform azvininipisa ungazomuziva here musvohwani. Gore rino kuchakoiriwa munhu, kwasangana maKoiling masters 😂😂 Musanyengedzwa nemazinguvo ayo especially venguwo chena vaya mahuriro avarikuita kuCapetown uko vanongosunga madhuku ewhite enhema vachizviti ana Madzimai asi ukangomudenha anotokutuka kut paMhutter pako 🙌🙌🙌

June 09, 2023

Nox Guni Onzi Geza Hapwa Idzo Munhu Wecelebrity Chimasvingo Chakaramba Kupera

Short kafunga cerevita asi iwe nox ugeze mhani hapwa idzo chii chakadaro🤮Kamuperero kakaita relationship yavo kuita kunge pane one anga akamirira kuti zviitike asi agara asisade hake. Ndopaunongoona kuti mapikicha sandiyo real life 😂😂😂😂

June 09, 2023

Bee Wezhira Onzi What Happenned Kuita Maskits Anonakidza Wakusvota Anyway Kwesha Madziro Ayo Akuita Senge Mutoilet Chapa Yemukadzi

Kwesha madziro ayo kunga mutoireti chapa yemukadziWhat happened to kuita ma skits anonakidza now wakugara uchinyora twuma caption twedzvene be careful! Zvivanhu zvepafacebook will lure you to do zvawakapika kuti haufe wakaita so they can just laugh at you. Stay away from this wanting to be perfect and wiser zvizivire mumoyo mako cause now they are watching you and any small mistake uchaitwa party. Siyana nezvaurikuita izvi ita ma skits tiseke chete nekufara

June 09, 2023

Maitt Voti I'm Engaged Engaged Does She Even Date These Men She Is So Obsessed With Being A Wife She Will Be Back Crying Again Soon

Engaged 👀👀😂😂 does she even date these men she is so obsessed with being a wife she will be back crying again soon

46 47 48 49 50